Peji Yepiri
Zvinodhaka Zvava Kutonga Nyika Here? 3-14
Kutengeswa zviri kunze kwemutemo kwezvinodhaka nekushandiswa kwazvo zvisina kufanira zvinotitapura tose, zvakananga kana kuti zvisina kunanga. Chii chinogona kuitwa kupedza kuwanikwa nekudiwa kwazvo?
Bhaibheri Mumutauro Woupenyu Hwezuva Nezuva 15
Kururama nekuvimbika ndizvo zvinonyanyokosha pakushandura Bhaibheri nhasi, wadii wazvionera pachako Shanduro yeNyika Itsva muShona yeMagwaro echiKristu echiGiriki!
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
Godo-Foto