RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g99 9/8 p. 2
  • Peji Yepiri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Peji Yepiri
  • Mukai!—1999
  • Misoro Midiki
  • Kutyisidzira Kwenyukireya Kwapera Here? 3-11
  • Kushandira Mwari Munzvimbo ine Ngozi 18
Mukai!—1999
g99 9/8 p. 2

Peji Yepiri

Kutyisidzira Kwenyukireya Kwapera Here? 3-11

Nokupera kweHondo Yemashoko, vakawanda vakafara kuti vanhu havachararami vachityisidzirwa nehondo yenyukireya. Zvisinei, nyaya dzakatevedzana idzi dzinoongorora zvimwe zvezvikonzero nei kutyisidzira kwenyukireya kungava kukuru kwazvo kupfuura zvinofungwa nevakawanda.

Kushandira Mwari Munzvimbo ine Ngozi 18

Kwemakore akawanda akatsungirira kutambudzwa nokuiswa mujeri nemumisasa yezvibharo. Rava nyaya iyi yemurume wekuAfrica inokurudzira.

[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]

Kuputika kuri pabutiro: UNITED NATIONS/PHOTO BY SYGMA

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe