Peji Yeperi
Mararamiro ako ari Kukuuraya Here? 3-11
Utano hwakanaka hwemuviri, hwepfungwa, nehwemudzimu hunogona kuva fandesheni youpenyu hunofadza nehwakareba. Mararamiro ako ari kukutapura sei?
Iwe Mudi Wezuva—Dzivirira Ganda Rako! 16
Ganda inhengo inokosha inodzivirira inodawo kuchengetedzwa. Rava kuti sei zvakadaro, uye dzidza kuti ungachenjerera sei zuva.
Mwari ave Achitibetsera 20
Rava nhoroondo yakajeka yekutapwa kwezviuru zvichiendeswa kumisasa muMozambique uye kuramba zvakatendeka kuna Mwari kwazvakaita.