Peji Yepiri
Apo Wawakaroorana Naye Anenge Asina Kutendeseka 3-12
Zvinoitei pane avo vanobatanidzwa? Munhu anofanira kuedza kuyanana newaakaroorana naye anoita upombwe here? Kurambana ndicho chisarudzo chekuchenjera here?
Gomo reSinai—Chinhu Chinokosha Murenje 16
Shanyira Gomo reSinai ranhasi, zvimwe gomo chairo iro Mosesi akakwira.
Ndakaendeswa Kuutapwa kuSiberia! 20
Rava nezvemhuri yakapona muutapwa hwemakore muSiberia, uye dzidza kuti kutenda kwavo Mwari kwakavachengetedza sei.
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
Pictorial Archive (Near Eastern History) Est.