RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g99 4/8 p. 2
  • Peji Yepiri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Peji Yepiri
  • Mukai!—1999
  • Misoro Midiki
  • Vana Vari Munjodzi—Vachadzivirirwa Naani? 3-11
  • Ndinoonga Jehovha Nokuda Kwevanakomana Vangu Vashanu 12
  • Nei Ndisingagoni Kuwana Zvinhu Zvandinoda? 18
Mukai!—1999
g99 4/8 p. 2

Peji Yepiri

Vana Vari Munjodzi—Vachadzivirirwa Naani? 3-11

Mamiriyoni evana munyika yose ari kushandiswa zvisina kufanira, uye dambudziko racho riri kutonyanyisa. Vanogona kudzivirirwa sei?

Ndinoonga Jehovha Nokuda Kwevanakomana Vangu Vashanu 12

Vamwe mai vakava chirikadzi munguva pfupi yapfuura, vanotaura nyaya inobaya mwoyo pamusoro pemarerero avakaita nemurume wavo vanakomana vashanu kuti vade nekubatira Jehovha.

Nei Ndisingagoni Kuwana Zvinhu Zvandinoda? 18

Zvinogona kuvhiringidza vechiduku pavanotadza kuwana zvinhu zvavanoda. Bhaibheri rine zano rinogona kubetsera.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe