Peji Yepiri
Unofanira Kukurukura Nezvechitendero Here? 3-9
Kukurukura nezvechitendero nerugare kunogona kunetsa. Dzidza kuzvikurukura nenzira inogona kuzoratidza kuti zvabetsera zvechokwadi.
Guhwa Rakanyanyoipirei? 23
Nei guhwa richiitwa nevanhu vazhinji kudaro, asi rinowanzoguma nei? Unogona kuitei nezvaro?