Peji Yepiri
Rusununguko Rwako Rwekusarudza Chitendero—Rwuri Pangozi Here? 3-13
Mumakore mashomanana apfuura nyika dzinoverengeka dzakatora matanho okurwisa “masekete.” Asi chii chinonzi sekete? Zvakadini norusununguko rwokunamata? Runobvumira zvitendero zve“mapoka makuru” bedzi here?
Matambudziko Nezvikomborero Zvekurera Vanakomana Vanomwe 18
Bert naMargaret vakarera vanakomana vanomwe mumakore omuma40 nemuma50. Kurarama maererano nenheyo dzeBhaibheri kwakanga kusiri nyore nguva dzose. Asi nyaya yavo inokurudzira.