RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g98 12/8 p. 32
  • Indekisi Yevhoriyamu 79 yeMukai!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Indekisi Yevhoriyamu 79 yeMukai!
  • Mukai!—1998
  • Misoro Midiki
  • CHITENDERO
  • MHUKA NEZVIRIMWA
  • MURANGARIRO WEBHAIBHERI
  • NHAU DZAKASIYANA-SIYANA
  • NHAU DZENYIKA NEMAMIRIRO
  • NHAU DZOUPENYU
  • NYIKA NEVANHU
  • SAYENZI
  • UKAMA HWEVANHU
  • UTANO NOMUSHONGA
  • VECHIDUKU VANOBVUNZA KUTI
  • ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Mukai!—1998
g98 12/8 p. 32

Indekisi Yevhoriyamu 79 yeMukai!

CHITENDERO

Jesu—Panguva Iyoyo Uye Zvino? 12/8

VaKristu Namapoka echiHindu, 3/8

MHUKA NEZVIRIMWA

Masango Anogara Achinaya, 5/8

Runako Rwemapuranga, 11/8

Zvishongo Zvedenga reAfrica (tsodzo), 8/8

MURANGARIRO WEBHAIBHERI

Dzidzo, 3/8

Gore Ra2000, 5/8

Ko Kubatana kwechiKristu Kunobvumira Mhatsa Here? 2/8

Kukosha Kwekuva Woga, 10/8

Kusaroora Ndichinodikanwa Chevashumiri Here? 6/8

Kutamba Kworudo, 7/8

Kutya Mwari Worudo Here? 1/8

Madhemoni Ariko Chaizvoizvo Here? 4/8

Mupfekero Norutsvindo, 8/8

Njodzi Isingaparirwi Nemunhu Yechisiko Chose Ichaparadza Nyika Here? 12/8

Tingashora Satani Nokuda Kwezvivi Zvedu Here? 9/8

Utsinye Kumhuka, 11/8

NHAU DZAKASIYANA-SIYANA

Apo Kufa Kunoreva Kufa, 7/8

Gutenberg, 11/8

Mutauro Waunoona (mutauro wemasaini), 9/8

Nzara, 6/8

Takatiza Mabhomba—Makore 50 Gare Gare! 3/8

Terevhizheni Ine Ngozi Zvakadini? 7/8

Unofinhwa Nebasa Rako Here? 1/8

Upenyu Hwakachengeteka Nekusingaperi, 10/8

NHAU DZENYIKA NEMAMIRIRO

Funganyo Yemashoko, 1/8

Kodzero Dzevanhu, 12/8

Kuchinja Mamiriro Edu Ekunze, 6/8

Kusachengeteka—Chirwere Chenyika Yose, 10/8

Kushambadza, 9/8

Kuzviuraya—Dambudziko Rakapararira Revaduku, 9/8

Magen’a, 5/8

Masango Anogara Achinaya, 5/8

Tariro Yepwere Dzanhasi, 9/8

Urombo, 6/8

Utsotsi, 3/8

Vakadzi, 4/8

Vanhu Vose Vachazombodanana Here? 11/8

Zana Ramakore Routsinye, 8/8

NHAU DZOUPENYU

Chisarudzo Changu Pakati Pavanababa Vaviri, 6/8

Kubata Kwandinoita Nokukakama (S. Sievers), 2/8

Ndakasundwa Nokuvimbika Kwemhuri Yangu Kuna Mwari (H. Henschel), 3/8

Rwendo Rurefu Kubva Kuupenyu Norufu muCambodia (W. Meas), 5/8

NYIKA NEVANHU

“Chitima Chokupenga” chekuEast Africa (njanji), 10/8

Nzira Shanu Dzekunatsiridza Nadzo Unaku Hweupenyu (nyika dzichiri kusimukira), 6/8

VaKristu Namapoka echiHindu (India), 3/8

SAYENZI

Vanhu—Imhuka Dzakangoti Kwirirei Chete Here? 7/8

UKAMA HWEVANHU

Vana Pavanobva Pamusha, 2/8

UTANO NOMUSHONGA

AIDS, 11/8

Dengue—Fivha Inoparirwa Nekurumwa, 8/8

Hosha yeAlzheimer, 10/8

Kubata Nefunganyo, 8/8

Kuramba Ropa, 10/8

Kurega Kuputa, 12/8

Kutya, 8/8

Kuvhiya Pasina Banga, 3/8

Kuvhiya Pasina Ropa, 9/8

Kuzvirapa, 7/8

Mvura Noutano Hwako, 4/8

Sitiroko, 2/8

Tibhii, 1/8

VECHIDUKU VANOBVUNZA KUTI

Ko Madhindindi Kunakidzwa Kusingakuvadzi Here? 1/8

Kuita Zviri Nani Muchikoro, 4/8

Kuvhiringidzwa Neshamwari, 5/8

Mienzaniso Yokutevedzera, 6/8

Ndingaita Sei Kuti Chokwadi Chive Changu? 11/8

Ndingawana Sei Mari? 9/8

Ndinogona Sei Kuisa Pfungwa Dzangu Pachinhu Chimwe? 10/8

Nei Ndisina Vabereki? 12/8

Nei Ndisingagoni Kuisa Pfungwa Pachinhu Chimwe? 8/8

Rudado Rwerudzi, 3/8

Zvakadini Kana Asingandidiwo? 7/8

Zvakadini Kana Vabereki Vangu Vachishora Roorano Yangu? 2/8

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

Dare reEurope Rinoruramisa Chikanganiso, 1/8

Haana Kurega (M. Tapio), 11/8

Pepanhau reRussia Rinorumbidza Zvapupu zvaJehovha, 3/8

Zvakashinga Mukutarisana Nengozi yeNazi, 7/8

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe