Peji Yepiri
Izvo Hondo Inoita Kuvana 3-11
Nei vana vachishandiswa sevarwi? Vakaparadzwa sei nehondo? Bva, nei tichigona kuva nechivimbo chenguva yemberi yakajeka nokuda kwevana vanhasi?
Chidzidzo Chinobva Mupoto Yamafuta 12
Nyaya inosimbisa kutenda yaKurt Hahn inosimbisa chidzidzo chinokosha chatinogona kudzidza kubva mupoto yamafuta.
Nei Munin’ina Wangu Achiwana Ngwariro Yose? 17
Chii chaunofanira kuita kana vabereki vako vachiratidzika sevanonyanya kuda mumwe wevatevedzani vako?
[Vakatipa Mifananidzo iri papeji 2]
Mapeji 1, 3, 4, ne7: U.S. Navy photo
Nanzer/Sipa Press