RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g97 6/8 p. 2
  • Peji Yepiri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Peji Yepiri
  • Mukai!—1997
  • Misoro Midiki
  • Vatano Zvinoreva Nezvimiro Zvendangariro Zviri Kuchinja 3-10
  • Kudzorerei Hasha Dzako? 11
  • Singapore—Ibwe Rinokosha reAsia Rakashatiswa 25
Mukai!—1997
g97 6/8 p. 2

Peji Yepiri

Vatano Zvinoreva Nezvimiro Zvendangariro Zviri Kuchinja 3-10

Vatano pasina kuroorana yakangogara ichiparira kurasikirwa nokuzviremekedza, utano, uye ukama hwomunhu naMwari. Asi kutya AIDS kwakachinja zvimiro zvendangariro zvevanhu here?

Kudzorerei Hasha Dzako? 11

Kufanana nokuputika kwegomo, kutsamwa kusingadzorwi kungakukuvadza iwe nevamwewo.

Singapore—Ibwe Rinokosha reAsia Rakashatiswa 25

Ko runako rwokunze rweSingapore rwunowirirana nechinyorwa chayo pamusoro pekodzero dzevanhu here?

[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]

Sauro Anoedza Kuuraya Dhavhidhi/The Doré Bible Illustrations/Dover Publications, Inc.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe