Peji Yepiri
Makaro Anotitapura Sei? 3-10
Makaro orudzi rwomunhu ari kuparadza zviwanikwa zvapasi. Ari kudzvinyirira varombo achipfumisa vapfumi. Unogona kurarama sei munyika umo makaro anotonga? Makaro achazombopera here?
Pasi Richaguma Nomoto Here? 30
Kwemazana emakore, marudzidziso akawanda akadzidzisa kuti pasi richaparadzwa nomoto. Ndoupi uri murangariro weBhaibheri?
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
Pasi riri pamapeji 2-4, 6, 9, uye 30: Based on NASA photo