RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g96 8/8 p. 2
  • Peji Yepiri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Peji Yepiri
  • Mukai!—1996
  • Misoro Midiki
  • Rusununguko Rwokutaura—Rwuri Kushandiswa Zvisina Kufanira Here? 3-11
  • Chikonzero Nei Akachinja Zvinhu Zvake Zvokutanga 15
  • Nei Dzimwe Pwere Dziine Mufaro Wose? 27
Mukai!—1996
g96 8/8 p. 2

Peji Yepiri

Rusununguko Rwokutaura—Rwuri Kushandiswa Zvisina Kufanira Here? 3-11

Mitemo yakaitwa, hondo dzakarwiwa, uye upenyu hwakarasika mukurwisa kuita kodzero yokutaura kwokusununguka. Zvino mirangariro mitsva iri kushevedzera nokuda kwokuderedzwa kwokudzivirirwa kwarwo.

Chikonzero Nei Akachinja Zvinhu Zvake Zvokutanga 15

Rava nhau inofadza yeaichimbova mutarisiri weMinsmere, nzvimbo inochengetedzwa yomusikirwo yemahekita 800 iri muEngland. Akaregera basa rake nokuda kwomumwe mugove. Nei?

Nei Dzimwe Pwere Dziine Mufaro Wose? 27

“Tinongoda kuva nemufaro chete, asi kwakaoma zvikuru,” Jason ane makore 15 okukura akanyunyuta kudaro.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe