Peji Yepiri
Misiyano Inofanira Kutikamuranisa Here? 3-8
Pasinei zvapo neruzivo rukuru zvikuru rwedzimwe tsika, nemhaka yeTV nokufamba kuri nyore, vanhu vachiri kungopesvedzerwa norusaruro nefungira mano akaipa. Mhinganidzo dzichiripo zvino dzokuzarura kurukurirano nokunzwisisa dzinogona kubviswa here?
Mashizha Emufarinya—Zvokudya Zvezuva Nezuva Zvemamiriyoni 20
Kunyange zvazvo chiine muchetura muzvimiro zvakati, ichi chirimwa chinhu chinoponesa upenyu nokuda kwevazhinji muAfrica. Chinogadzirwa sei? Chii chinochiita chinonaka zvikuru?
MaUFO—Inhume Dzinobva Kuna Mwari Here? 26
Vamwe vanhu vanotaura kuti vakakurukurirana navanhu vomuchadenga. Chii chingagona kuva tsananguro yacho? Bhaibheri rinoti chii?
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
Mountain High Maps® Copyright © 1995 Digital Wisdom, Inc.