RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g96 6/8 p. 2
  • Peji Yepiri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Peji Yepiri
  • Mukai!—1996
  • Misoro Midiki
  • Apo Kunetswa Mune Zvevatano Kunenge Kusisipozve! 3-10
  • Mhesvi—Chituko cheAfrica Here? 11
Mukai!—1996
g96 6/8 p. 2

Peji Yepiri

Apo Kunetswa Mune Zvevatano Kunenge Kusisipozve! 3-10

Nzvimbo yebasa yazova chinhu chinotyisa nokuda kwavakadzi vazhinji. Kudenhwa kunonyadzisa kunowedzerwa nokutaura kwokutuka, kunokarakadzira. Nhamburiko dzinoitwa navashandirwi uye kutendeukira kumatare zvakaunza migumisiro yakanaka. Vakadzi vechiKristu vakakuwana kuchibetsera kushandisa nheyo dzeBhaibheri mumupfekero wavo nomufambiro.

Mhesvi—Chituko cheAfrica Here? 11

Mhesvi muvengi anotyisa, asi yakashata chose here?

[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]

©Martin Dohrn, The National Audubon Society Collection/PR

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe