RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g96 3/8 p. 2
  • Peji Yepiri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Peji Yepiri
  • Mukai!—1996
  • Misoro Midiki
  • Urovha Kune Mhinduro 3-11
  • Hondo Pakati Pemunhu Noutachiona 21-29
Mukai!—1996
g96 3/8 p. 2

Peji Yepiri

Urovha Kune Mhinduro 3-11

Kune vanhu vanenge mamiriyoni 820 vasingashandi kana kuti vasingashandi zvakakwana munyika yose. Uchirangarira mhuri dzavo, unogona here kufungidzira nhamo nokutambura ikoku kunobatanidza? Zvii zviri zvisakiso zvourovha? Kuchazombova nemhinduro here?

Hondo Pakati Pemunhu Noutachiona 21-29

Izvi zvirwere zviri kubva kupi? Neiko utachiona huchiratidzika kuva huri kukurira? Kune mhinduro here?

[Vakatipa Mifananidzo iri papeji 2]

Mountain High Maps™ copyright © 1993 Digital Wisdom, Inc.

Utachiona huri pamusoro pemapeji 21, 22, uye 28: CDC, Atlanta, Ga.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe