Ratidziro Yevhoriyamu 75 yeMukai!
DZAKASIYANA-SIYANA
Kubetsera Vanhu Kurava, 3/8
Murangariro Wakadzikama weDzidzo, 9/8
Pfuma Inogona Kutenga Mufarwa Here? 7/8
Zvokutambisa, 9/8
MARI NEBASA
Kubudirira Kwezvinhu Zvokunyama—Ndicho Chinokosha Chenyika Inofara Here? 12/8
Kuda Mari, 4/8
Kuita Mabasa Munyika Dziri Kubudirira, 11/8
Mushandi Akafanirwa Nomubayiro Wake Here? 4/8
MHUKA NEZVIRIMWA
Mvuu, 10/8
Nzou—Ishamwari Here kana kuti Vavengi? 3/8
MURANGARIRO WEBHAIBHERI
Betsero Nokuda Kwenhamo Yako, 3/8
Bhaibheri Harikurudziri Rusununguko Rwokufunga Here? 6/8
Kubhejera NdokwavaKristu Here? 8/8
Kuchema Kwakaipa Here? 5/8
Kugonana Nokufunganya, 9/8
Kushatirwa Kwakaipa Here Nguva Dzose? 4/8
Muapostora Pauro Akanga Achirwisana Navakadzi Here? 7/8
“Mudziyo Une Simba Duku”—Kunyomba Vakadzi Here? 10/8
Mwari Anopa Tuso Here? 12/8
Rudzi Rwechatanuro Mwari Anovenga, 2/8
Unofanira Kubhapatidzwazve Here? 1/8
NHAU DZENYIKA NEMAMIRIRO EZVINHU
Kupfura Kwepfuti Kuchiri Kukangaidza Nyika Yedu, 11/8
Kusagona Kurava, 3/8
Kusanaya Kwemvura muMaodzanyemba eAfrica, 8/8
Maguta, 1/8
Nhenda, 10/8
Sarajevo—Kubvira Muna 1914 kusvikira kuna 1994, 11/8
Tariro Nokuda Kwavana, 5/8
Ushati Hwetsika, 8/8
Zvikoro zviri Munjodzi, 8/8
Zvimbambaira—Tyisidziro Yenyika Yose, 8/8
NYIKA NAVANHU
Dzimba Dzoumambo Dzapasi Pevhu dzeMoscow, 7/8
Mutambo weSapporo weSinou neAizi (Japan), 2/8
VaAborigine veAustralia, 3/8
RUDZIDZISO
Apo Rudzidziso Runotsigira, 11/8
Boka reNhambo Itsva, 3/8
Bvunzurudzo muMexico, 10/8
Kuberekwazve, 6/8
Kunamata Satani, 10/8
Mwari Anotsigira Mumitambo Here? 2/8
Revo Chaiyoiyo ya 1914, 11/8
Unofanira Kutungamirira Upenyu neNyeredzi Here? 7/8
Vafundisi, 10/8
VaKristu Vechokwadi neHondo, 11/8
UKAMA HWAVANHU
Kurukurirano Muroorano, 2/8
Kutarisira Vabereki Vakwegura, 2/8
Uri Muteereri Anonzwira Tsitsi Here? 12/8
Vabereki—Ivai Vanotsigira! 8/8
Vana Vakaoma, 12/8
Zvinetso Kuchikoro, 8/8
UTANO NOMUSHONGA
Kenza Yamazamu, 4/8
Kubetsera Avo Vane AIDS, 4/8
Kupindwa Muropa, 5/8
Marwadzo, 7/8
Zvinhu Zvinokosha Zvokuyamwisa, 9/8
VECHIDUKU VANOBVUNZA KUTI . . .
Chivi Chisingakanganwirwi, 11/8
Kufemba Guruu, 7/8
Kurega Kufunga Ane Mutezo Wakasiyana Wokubereka Nawo, 8/8
Kutama, 3/8
Kutamba Noutere, 2/8, 4/8
Kutaurirei Pamusoro paMwari? 10/8
Kuzviuraya, 4/8
Miitiro Yechinguvana, 12/8
Mitambo Inofadza Inotyisa, 7/8
Ndinogona Sei Kurega Kufarira Mumwe Munhu? 6/8
Ndinogona Sei KuvaMutete? 5/8
Neiko Ndiri MukobvuKwazvo? 5/8
Nzendo dzeKirasi, 11/8
Rufu rwaBaba, 9/8
Upenyu Huviri, 1/8, 2/8
Vanamai Vasina Kuchata, 10/8
Zvakadini Ndikadanana Naasingatendi? 6/8
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Hatina Kutsigira Hondo yaHitler (F. Wohlfahrt), 11/8
Pwere Dzinoisa Mwari Pakutanga (Nhau yeRopa), 6/8
Kana uchida kuva namamwe mashoko kana kuti fundo yeBhaibheri yapamusha yapachena, tapota nyorera Watch Tower Society, 35 Fife Avenue, Harare, kana kuti kero yakakodzera yakarongwa papeji 5.