Peji Yepiri
Dzivirirai Vana Venyu! 3-13
Kubatwa Zvisina Kufanira Muvatano Kwavana Kwakapararira Zvakadini? Chii Chinogona Kuitwa Kuvadzivirira? Mhaka Dzinotyisa Dzakadaro Dzichazombobviswa Here?
Tinoda Chaizvoizvo Vaprista Here? 22
Ndaapi ari mavambo ouprista? MaKristu anoda vaprista here nhasi?
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
Giraudon/Art Resource, N.Y.