RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g93 7/8 p. 2
  • Peji Yepiri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Peji Yepiri
  • Mukai!—1993
  • Misoro Midiki
  • Chatanuro—Isuo Rokuenda Kuupenyu Hunofadza Zvikuru Here? 3-11
  • Kufungidzira Kwakaipa Here? 16
  • Unofanira Kurega Hana Yako Ichiva Nhungamiro Yako Here? 27
Mukai!—1993
g93 7/8 p. 2

Peji Yepiri

Chatanuro—Isuo Rokuenda Kuupenyu Hunofadza Zvikuru Here? 3-11

Chatanuro iro kuva nzira inogamuchirwa yokutsvaka nayo upenyu hunofadza zvikuru. MuMabvazuvawo, uko chatanuro yaichimborangarirwa nokusatendera, mwero uri kuwedzera. Chatanuro ndiyo nzira bedzi yokubuda nayo muroorano isingafadzi here?

Kufungidzira Kwakaipa Here? 16

Kufungidzira kunozivikanwa navose pakati pavaduku navakura; zvisinei, kunokuvadza here?

Unofanira Kurega Hana Yako Ichiva Nhungamiro Yako Here? 27

Hana yaSauro yakaruramiswa pashure polunge iye aona chiedza chakabva kudenga. Vamwe vanogona kubetserwa sei?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe