RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g88 1/8 p. 32
  • Nhau dzeBhaibheri Dzokufadza Vana

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nhau dzeBhaibheri Dzokufadza Vana
  • Mukai!—1988
Mukai!—1988
g88 1/8 p. 32

Nhau dzeBhaibheri Dzokufadza Vana

MAMIRIONI avabereki akawana Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri kuva chinodikanwa chavana vavo. Chifo chokubudiswa kwaro muna 1978, makopi anopfuura mamirioni 25 akatsikirirwa mumitauro 70. Mifanikiso iri mubhuku racho yakakura, ine mavara akanaka, uye yakaisvonaka, uye nhau dzacho dzinotaurwa nomutoo unofadza zvikuru. Kuti ugowana kopi, ingozadza ndokutumira kopani rinobatanidzwa pamwe ne$4,00 bedzi.

Ndapota tumirai, mari yokuposita ichiripirwa, bhuku rine butiro rakaoma, ramapeji 256 rinonzi Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri. Ndapfigira $4,00.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe