RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • nwt p. 1885
  • Zviri Mubhuku ra1 Johani

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mubhuku ra1 Johani
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Mashoko Akafanana
  • Rambai Muchifamba Muchiedza Norudo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 62—1 Johane
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
  • Ida Mwari Anokuda
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
  • Zviri Mubhuku raJakobho
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Ona Zvimwe
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zviri Mubhuku ra1 Johani

1 JOHANI

ZVIRI MUBHUKU RACHO

  • 1

    • Shoko reupenyu (1-4)

    • Kufamba muchiedza (5-7)

    • Tinofanira kureurura zvivi (8-10)

  • 2

    • Jesu chibayiro chekufukidza zvivi (1, 2)

    • Kuchengeta mirayiro yake (3-11)

      • Murayiro mutsva newekare (7, 8)

    • Zvikonzero zvekuvanyorera (12-14)

    • “Musada nyika” (15-17)

    • Kunyeverwa nezvemunhu anopesana naKristu (18-29)

  • 3

    • Tiri vana vaMwari (1-3)

    • Vana vaMwari nevana vaDhiyabhorosi (4-12)

      • Jesu achaparadza mabasa aDhiyabhorosi (8)

    • Dananai (13-18)

    • Mwari mukuru kupfuura mwoyo yedu (19-24)

  • 4

    • Kuedza mashoko akafemerwa (1-6)

    • Kuziva Mwari nekumuda (7-21)

      • “Mwari rudo” (8, 16)

      • Munhu ane rudo haatyi (18)

  • 5

    • Tinokunda nyika nekutenda muna Jesu (1-12)

      • Kuda Mwari kunooneka neizvi (3)

    • Kuva nechokwadi kuti munyengetero une simba (13-17)

    • Kuchenjerera munyika yakaipa (18-21)

      • Nyika yese iri musimba reakaipa (19)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe