RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • nwt p. 1868
  • Zviri Mubhuku raJakobho

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mubhuku raJakobho
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Mashoko Akafanana
  • Kutenda Kunotisunda Kuita Chiito!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
  • Zviri Mubhuku ra2 VaTesaronika
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Zviri Mubhuku raVaRoma
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 59—Jakobho
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
Ona Zvimwe
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zviri Mubhuku raJakobho

JAKOBHO

ZVIRI MUBHUKU RACHO

  • 1

    • Kwaziso (1)

    • Kutsungirira kunounza mufaro (2-15)

      • Kutenda kwakaedzwa (3)

      • Ramba uchikumbira uine kutenda (5-8)

      • Ruchiva runobereka chivi nerufu (14, 15)

    • Zvipo zvese zvakanaka zvinobva kumusoro (16-18)

    • Kunzwa shoko nekuita (19-25)

      • Munhu anotarisa mugirazi (23, 24)

    • Kunamata kwakachena uye kusina kusviba (26, 27)

  • 2

    • Kusarura chinotova chivi (1-13)

      • Rudo, mutemo wamambo (8)

    • Kutenda kusina mabasa kwakafa (14-26)

      • Madhimoni anotenda achidedera (19)

      • Abrahamu akanzi shamwari yaJehovha (23)

  • 3

    • Kupingudza rurimi (1-12)

      • Havasi vazhinji vanofanira kuva vadzidzisi (1)

    • Uchenjeri hunobva kumusoro (13-18)

  • 4

    • Musashamwaridzana nenyika (1-12)

      • Rwisanai naDhiyabhorosi (7)

      • Swederai pedyo naMwari (8)

    • Yambiro panyaya yekuzvikudza (13-17)

      • “Kana Jehovha achida” (15)

  • 5

    • Yambiro kuvapfumi (1-6)

    • Mwari anokomborera vanoramba vachitsungirira (7-11)

    • “Hongu” wenyu ngaave hongu (12)

    • Munyengetero unopiwa nekutenda une simba (13-18)

    • Kubatsira mutadzi kuti adzoke (19, 20)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe