2 TIMOTI
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Kwaziso (1, 2)
Pauro anoonga Mwari nekuda kwekutenda kwaTimoti (3-5)
Ita kuti chipo chaMwari chirambe chichibvira (6-11)
Batisisa mashoko anobatsira (12-14)
Vavengi uye shamwari dzaPauro (15-18)
2
Udza mashoko aya varume vanokwanisa kudzidzisa vamwe (1-7)
Kutsungirira kutambudzirwa mashoko akanaka (8-13)
Bata shoko raMwari zvakarurama (14-19)
Tiza kuchiva kweudiki (20-22)
Zvaunofanira kuita kana uchipikiswa (23-26)
3
Nguva dzakaoma mumazuva ekupedzisira (1-7)
Nyatsotevedzera muenzaniso waPauro (8-13)
“Ramba uchiita zvinhu zvawakadzidza” (14-17)
4
“Ita ushumiri hwako zvizere” (1-5)
“Ndarwa kurwa kwakanaka” (6-8)
Mashoko ekupedzisira (9-18)
Kwaziso yekupedzisira (19-22)