1 TIMOTI
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Kwaziso (1, 2)
Kuyambirwa nezvevadzidzisi venhema (3-11)
Pauro anoratidzwa nyasha (12-16)
Mambo asingagumi (17)
‘Irwa hondo yakanaka’ (18-20)
2
3
Zvinotarisirwa kuti munhu akodzere kuva mutariri (1-7)
Zvinotarisirwa kuti munhu akodzere kuva mushumiri weungano (8-13)
Chakavanzika chitsvene chekuzvipira kuna Mwari (14-16)
4
Kuyambirwa nezvedzidziso dzemadhimoni (1-5)
Kuva mushumiri waKristu akanaka (6-10)
Chenjerera madzidzisiro ako (11-16)
5
Kubata zvakanaka vakuru nevadiki (1, 2)
Kubatsira chirikadzi (3-16)
Kudzai vakuru vanoshanda nesimba (17-25)
6
Varanda vanofanira kukudza vanatenzi vavo (1, 2)
Vadzidzisi venhema uye kuda mari (3-10)
Kurayirwa kwemunhu waMwari (11-16)
Pfuma pamabasa akanaka (17-19)
Chengetedza zvakaiswa mumaoko ako (20, 21)