MABASA
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Kunyorera Tiyofiro (1-5)
Kuva zvapupu kusvika kunzvimbo dziri kure dzenyika (6-8)
Jesu anokwira kudenga (9-11)
Vadzidzi vanoungana vakabatana (12-14)
Matiyasi anosarudzwa kuti atsive Judhasi (15-26)
2
Kudururwa kwemweya mutsvene paPendekosti (1-13)
Kuparidza kwaPetro (14-36)
Vanhu vanogamuchira shoko raPetro (37-41)
Kuwadzana kwevaKristu (42-47)
3
4
Petro naJohani vanosungwa (1-4)
Kutongwa neSanihedrini (5-22)
Munyengetero wekukumbira ushingi (23-31)
Vadzidzi vanoshandisa zvinhu pamwe chete (32-37)
5
Ananiyasi naSafira (1-11)
Vaapostora vanoita zviratidzo zvizhinji (12-16)
Kuiswa mujeri uye kubudiswa (17-21a)
Vanounzwa pamberi peSanihedrini zvakare (21b-32)
Yambiro yaGamarieri (33-40)
Kuparidza paimba neimba (41, 42)
6
7
8
Sauro mutambudzi (1-3)
Ushumiri hwaFiripi muSamariya hunova nezvibereko (4-13)
Petro naJohani vanotumwa kuSamariya (14-17)
Simoni anoedza kutenga mweya mutsvene (18-25)
Mukuru mukuru wekuItiopiya (26-40)
9
Sauro achienda kuDhamasiko (1-9)
Ananiyasi anotumwa kunobatsira Sauro (10-19a)
Sauro anoparidza nezvaJesu muDhamasiko (19b-25)
Sauro anoshanya kuJerusarema (26-31)
Petro anoporesa Eniyasi (32-35)
Dhokasi anomutswa (36-43)
10
Chiratidzo chakaonekwa naKoniriyasi (1-8)
Chiratidzo chakaonekwa naPetro chemhuka dzakacheneswa (9-16)
Petro anoshanyira Koniriyasi (17-33)
Petro anozivisa mamwe marudzi mashoko akanaka (34-43)
Mamwe marudzi anogamuchira mweya mutsvene uye anobhabhatidzwa (44-48)
11
Petro anorondedzera kuvaapostora zvakaitika (1-18)
Bhanabhasi naSauro kuAndiyoki yekuSiriya (19-26)
Agabhasi anoprofita nezvenzara (27-30)
12
Jakobho anourayiwa; Petro anoiswa mujeri (1-5)
Petro anobudiswa mujeri nechishamiso (6-19)
Herodhi anorohwa nengirozi (20-25)
13
Bhanabhasi naSauro vanotumwa semamishinari (1-3)
Ushumiri muSaipurasi (4-12)
Mharidzo yaPauro kuAndiyoki yekuPisidhiya (13-41)
Kuzadzisa uprofita hwekuparidzira mamwe marudzi (42-52)
14
Kuwedzera kwevanhu uye kupikiswa muIkoniyumu (1-7)
Vanofungirwa kuti ndivanamwari muRistra (8-18)
Pauro anopotsa afa achitemwa nematombo (19, 20)
Kusimbisa ungano (21-23)
Kudzokera kuAndiyoki yekuSiriya (24-28)
15
Nharo muAndiyoki panyaya yekuchecheudzwa (1, 2)
Nyaya yacho inoendeswa kuJerusarema (3-5)
Vakuru nevaapostora vanoungana pamwe chete (6-21)
Tsamba inobva kudare rinotungamirira (22-29)
Ungano dzinokurudzirwa netsamba (30-35)
Pauro naBhanabhasi vanoparadzana (36-41)
16
Pauro anosarudza Timoti (1-5)
Pauro anoona murume wekuMakedhoniya muchiratidzo (6-10)
Ridhiya anotendeuka muFiripi (11-15)
Pauro naSirasi vanoiswa mujeri (16-24)
Murindi wejeri neimba yake yese vanobhabhatidzwa (25-34)
Pauro anoda kukumbirwa ruregerero nevatongi (35-40)
17
Pauro naSirasi muTesaronika (1-9)
Pauro naSirasi muBheriya (10-15)
Pauro muAtene (16-22a)
Mharidzo yaPauro paAreyopago (22b-34)
18
Ushumiri hwaPauro muKorinde (1-17)
Kudzokera kuAndiyoki yekuSiriya (18-22)
Pauro anoenda kuGaratiya neFrijiya (23)
Aporo anobatsirwa (24-28)
19
Pauro muEfeso; vamwe vanhu vanobhabhatidzwa zvakare (1-7)
Kudzidzisa kwaPauro (8-10)
Kubudirira pasinei nechidhimoni (11-20)
Mhirizhonga muEfeso (21-41)
20
Pauro muMakedhoniya uye muGirisi (1-6)
Yutiko anomutswa kuTroasi (7-12)
Kubva kuTroasi kuenda kuMireto (13-16)
Pauro anoita musangano nevakuru vekuEfeso (17-38)
21
Munzira achienda kuJerusarema (1-14)
Kusvika muJerusarema (15-19)
Pauro anoteerera zano revakuru (20-26)
Mhirizhonga mutemberi; Pauro anosungwa (27-36)
Pauro anobvumirwa kutaura nemhomho yevanhu (37-40)
22
Pauro anotaura pamberi pemhomho yevanhu (1-21)
Pauro anobatsirwa nekuva kwake chizvarwa cheRoma (22-29)
Sanihedrini inoungana (30)
23
Pauro anotaura pamberi peSanihedrini (1-10)
Pauro anosimbiswa naIshe (11)
Kurangana kuuraya Pauro (12-22)
Pauro anoendeswa kuKesariya (23-35)
24
Mhosva dzinopomerwa Pauro (1-9)
Pauro anotaura pamberi paFerikisi (10-21)
Nyaya yaPauro inombosendekwa kwemakore maviri (22-27)
25
Pauro anotaura nyaya yake pamberi paFesto (1-12)
Festo anotsvaga mazano kuna Mambo Agripa (13-22)
Pauro pamberi paAgripa (23-27)
26
Pauro anotaura pamberi paAgripa (1-11)
Pauro anorondedzera kutendeuka kwaakaita (12-23)
Festo naAgripa vanopindura Pauro (24-32)
27
28
Kusvika pachitsuwa cheMarita (1-6)
Baba vaPabriyo vanoporeswa (7-10)
Kupfuurira kuRoma (11-16)
Pauro anotaura nevaJudha muRoma (17-29)
Pauro anoparidza neushingi kwemakore maviri (30, 31)