RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • nwt p. 1490
  • Zviri Mubhuku raHagai

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mubhuku raHagai
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Mashoko Akafanana
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 37—Hagai
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
  • Pfungwa Huru Dzatinowana Mumabhuku aHagai naZekariya
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • “Ndinemi”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
  • Vose Ngavarumbidze Jehovha!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
Ona Zvimwe
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zviri Mubhuku raHagai

HAGAI

ZVIRI MUBHUKU RACHO

  • 1

    • Vanhu vanotsiurwa nekuti havasi kuvakazve temberi (1-11)

      • ‘Inguva yekugara mudzimba dzakanamirirwa mapuranga akanaka here?’ (4)

      • “Nyatsofungai nezvenzira dzenyu” (5)

      • Kudyara zvizhinji asi vachikohwa zvishoma (6)

    • Vanhu vanoteerera inzwi raJehovha (12-15)

  • 2

    • Temberi yechipiri ichange ichikudzwa (1-9)

      • Kuzununguswa kwemarudzi (7)

      • Zvinhu zvinokosha zvinobva kumarudzi ese zvichauya (7)

    • Kuvakazve temberi kunoita kuti pave nemakomborero (10-19)

      • Chinhu hachiitwi chitsvene nechimwe (10-14)

    • Shoko kuna Zerubhabheri (20-23)

      • “Ndichaita kuti uite serin’i ine chidhindo” (23)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe