RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • nwt pp. 653-654
  • Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mubhuku ra1 Makoronike
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Mashoko Akafanana
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 10—2 Samueri
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
  • “Ndidzidzisei Kuita Kuda Kwenyu”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Vimba Nomudzimu waMwari Mukuchinja Kunoitika Muupenyu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
  • Zviri Mubhuku ra2 Samueri
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Ona Zvimwe
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

1 MAKORONIKE

ZVIRI MUBHUKU RACHO

  • 1

    • Kubva kuna Adhamu kusvika kuna Abrahamu (1-27)

    • Vanhu vakabva kuna Abrahamu (28-37)

    • VaEdhomu nemadzimambo avo nemadzishe avo (38-54)

  • 2

    • Vanakomana 12 vaIsraeri (1, 2)

    • Vanhu vakabva kuna Judha (3-55)

  • 3

    • Vana vaDhavhidhi (1-9)

    • Dzinza reumambo rekwaDhavhidhi (10-24)

  • 4

    • Vamwe vanhu vekwaJudha (1-23)

      • Jabhezi nemunyengetero wake (9, 10)

    • Vanhu vekwaSimiyoni (24-43)

  • 5

    • Vanhu vakabva kuna Rubheni (1-10)

    • Vanhu vekwaGadhi (11-17)

    • VaHagri vanokundwa (18-22)

    • Hafu yedzinza raManase (23-26)

  • 6

    • Vanhu vekwaRevhi (1-30)

    • Vaimbi vepatemberi (31-47)

    • Vanhu vekwaAroni (48-53)

    • Nzvimbo dzekugara dzevaRevhi (54-81)

  • 7

    • Vanhu vekwaIsakari (1-5), vekwaBhenjamini (6-12), vekwaNaftari (13), vekwaManase (14-19), vekwaEfremu (20-29), uye vekwaAsheri (30-40)

  • 8

    • Vanhu vekwaBhenjamini (1-40)

      • Dzinza raSauro (33-40)

  • 9

    • Kunyorwa kwemadzinza evakanga vabva kuutapwa (1-34)

    • Kudzokororwa kwedzinza raSauro (35-44)

  • 10

    • Kufa kwaSauro nevanakomana vake (1-14)

  • 11

    • Dhavhidhi anozodzwa nevaIsraeri vese kuti ave mambo (1-3)

    • Dhavhidhi anotora Ziyoni (4-9)

    • Varwi vane simba vaDhavhidhi (10-47)

  • 12

    • Vatsigiri veumambo hwaDhavhidhi (1-40)

  • 13

    • Areka inotorwa kuKiriyati-jearimu (1-14)

      • Uza anorohwa ofa (9, 10)

  • 14

    • Kusimbiswa kweumambo hwaDhavhidhi (1, 2)

    • Mhuri yaDhavhidhi (3-7)

    • VaFiristiya vanokundwa (8-17)

  • 15

    • VaRevhi vanotakura Areka kuenda nayo kuJerusarema (1-29)

      • Mikari anoshora Dhavhidhi (29)

  • 16

    • Areka inoiswa mutende (1-6)

    • Rwiyo rwaDhavhidhi achitenda (7-36)

      • “Jehovha ava Mambo!” (31)

    • Kushumira pamberi peAreka (37-43)

  • 17

    • Dhavhidhi haasi iye achavaka temberi (1-6)

    • Sungano yeumambo naDhavhidhi (7-15)

    • Munyengetero waDhavhidhi achitenda (16-27)

  • 18

    • Kukunda kwaDhavhidhi (1-13)

    • Umambo hwaDhavhidhi (14-17)

  • 19

    • VaAmoni vanoitira nhume dzaDhavhidhi zvakaipa (1-5)

    • Kukunda vaAmoni nevaSiriya (6-19)

  • 20

    • Guta reRabha rinotorwa (1-3)

    • Mazirume ekuvaFiristiya anourayiwa (4-8)

  • 21

    • Dhavhidhi anoverenga vanhu zvisiri pamutemo (1-6)

    • Kurangwa naJehovha (7-17)

    • Dhavhidhi anovaka atari (18-30)

  • 22

    • Dhavhidhi anogadzirira zvekuvakisa temberi (1-5)

    • Dhavhidhi anorayira Soromoni (6-16)

    • Machinda anorayirwa kuti abatsire Soromoni (17-19)

  • 23

    • Dhavhidhi anoronga vaRevhi (1-32)

      • Aroni nevanakomana vake vanotsaurwa (13)

  • 24

    • Dhavhidhi anoisa vapristi mumapoka 24 (1-19)

    • Mamwe mabasa evaRevhi (20-31)

  • 25

    • Vaimbi nevanoridza zviridzwa paimba yaMwari (1-31)

  • 26

    • Mapoka evarindi vepamagedhi (1-19)

    • Vachengeti vepfuma nevamwe vatungamiriri (20-32)

  • 27

    • Vatungamiriri vebasa ramambo (1-34)

  • 28

    • Mashoko aDhavhidhi nezvekuvakwa kwetemberi (1-8)

    • Soromoni anorayirwa; anopiwa purani yekuvaka (9-21)

  • 29

    • Mipiro yetemberi (1-9)

    • Munyengetero waDhavhidhi (10-19)

    • Vanhu vanova nemufaro; umambo hwaSoromoni (20-25)

    • Kufa kwaDhavhidhi (26-30)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe