JOSHUA
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
2
Joshua anotuma vasori vaviri kuJeriko (1-3)
Rakabhi anohwandisa vasori (4-7)
Vimbiso kuna Rakabhi (8-21a)
Vasori vanodzokera kuna Joshua (21b-24)
3
4
5
Kuchecheudza vanhu paGirigari (1-9)
Kuchengetwa kwePaseka; kuguma kwemana (10-12)
Mukuru weuto raJehovha (13-15)
6
7
VaIsraeri vanokundwa kuAi (1-5)
Munyengetero waJoshua (6-9)
Chivi chinoita kuti vaIsraeri vakundwe (10-15)
Akani anobatwa uye anotemwa nematombo (16-26)
8
Joshua anoisa vanhu kuti vahwandire guta reAi (1-13)
Guta reAi rinokundwa (14-29)
Mutemo unoverengwa paGomo reEbhari (30-35)
9
VaGibhiyoni vanoshandisa njere, votsvaga rugare (1-15)
VaGibhiyoni vanoonekwa kuti vakanyepa (16-21)
VaGibhiyoni vanopiwa basa rekuchera mvura nekutema huni (22-27)
10
VaIsraeri vanorwira vaGibhiyoni (1-7)
Jehovha anorwira vaIsraeri (8-15)
Madzimambo mashanu anourayiwa (16-28)
Maguta ekumaodzanyemba anotorwa (29-43)
11
12
13
Nyika yakanga isati yakundwa (1-7)
Kugovewa kwenyika iri kumabvazuva kwaJodhani (8-14)
Nhaka yaRubheni (15-23)
Nhaka yaGadhi (24-28)
Nhaka yaManase kumabvazuva (29-32)
Jehovha ndiye nhaka yevaRevhi (33)
14
15
16
17
18
19
20
21
22
Madzinza ekumabvazuva anodzokera kunhaka yawo (1-8)
Atari inovakwa paJodhani (9-12)
Chinangwa cheAtari chinotsanangurwa (13-29)
Kusanzwisisana kunogadziriswa (30-34)
23
24
Joshua anotsanangura nhoroondo yevaIsraeri (1-13)
Vanhu vanokurudzirwa kushumira Jehovha (14-24)
Sungano yaJoshua nevaIsraeri (25-28)
Kufa kwaJoshua nekuvigwa kwake (29-31)
Mapfupa aJosefa anovigwa muShekemu (32)
Kufa kwaEriyezari nekuvigwa kwake (33)