DHEUTERONOMI
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Kusimuka kubva muGomo reHorebhi (1-8)
Vakuru nevatongi vanogadzwa (9-18)
Kusateerera paKadheshi-bhaneya (19-46)
2
3
Kukunda Mambo Ogi weBhashani (1-7)
Kugovewa kwenyika iri kumabvazuva kweJodhani (8-20)
Joshua anoudzwa kuti asatya (21, 22)
Mozisi haasi kuzopinda munyika yakapikirwa (23-29)
4
Vanhu vanokurudzirwa kuteerera (1-14)
Jehovha anoda kuzvipira kwakazara (15-31)
Hakuna mumwe Mwari kunze kwaJehovha (32-40)
Maguta ekupotera ekumabvazuva kwaJodhani (41-43)
Kusuma Mutemo (44-49)
5
Sungano yaJehovha paHorebhi (1-5)
Mirayiro Gumi inodzokororwa (6-22)
Kutya kwakaita vanhu paGomo reSinai (23-33)
6
Ida Jehovha nemwoyo wako wese (1-9)
“Teerera, haiwa iwe Israeri” (4)
Vabereki vanofanira kudzidzisa vana (6, 7)
Usakanganwa Jehovha (10-15)
Usaedza Jehovha (16-19)
Udza chizvarwa chinotevera (20-25)
7
Marudzi manomwe anofanira kuparadzwa (1-6)
Chakaita kuti Israeri asarudzwe (7-11)
Kuteerera kunounza makomborero (12-26)
8
9
10
11
Makaona ukuru hwaJehovha (1-7)
Nyika Yakapikirwa (8-12)
Mibayiro yekuteerera (13-17)
Mashoko aMwari anofanira kuiswa mumwoyo (18-25)
“Chikomborero nekutukwa” (26-32)
12
Namatai Mwari panzvimbo yaanosarudza (1-14)
Vanobvumirwa kudya nyama asi kwete ropa (15-28)
Musanyengerwa nevamwe vanamwari (29-32)
13
14
Zvisingafaniri kuitwa pakuchema vakafa (1, 2)
Zvekudya zvakachena nezvisina (3-21)
Chegumi chaJehovha (22-29)
15
Chikwereti chaidzimwa makore manomwe ega ega (1-6)
Kubatsira varombo (7-11)
Kusunungurwa kwevaranda makore manomwe ega ega (12-18)
Mhuka dzinotanga kuberekwa dzinotsveneswa (19-23)
16
Paseka; Mutambo Wechingwa Chisina Mbiriso (1-8)
Mutambo Wemavhiki (9-12)
Mutambo Wematumba (13-17)
Kugadza vatongi (18-20)
Zvinhu zvakanzi zvisashandiswa pakunamata (21, 22)
17
Zvibayiro zvisina kuremara (1)
Zvinofanira kuitwa munhu anenge atsauka pakutenda (2-7)
Nyaya yakaoma kutonga (8-13)
Mirayiridzo yamambo anozogadzwa (14-20)
18
Mugove wevapristi nevaRevhi (1-8)
Kurambidzwa kuita zvemidzimu (9-14)
Muprofita akaita saMozisi (15-19)
Maziviro amungaita muprofita wenhema (20-22)
19
20
21
Munhu akawanikwa akaurayiwa (1-9)
Kuroora nhapwa (10-14)
Kodzero dzedangwe (15-17)
Mwanakomana ane musikanzwa (18-21)
Munhu akaturikwa padanda, akatukwa (22, 23)
22
Kubata zvakanaka zvipfuwo zvemuvakidzani (1-4)
Kupfeka zvipfeko zvechirume uri mukadzi kana kuti zvechikadzi uri murume (5)
Kubata mhuka zvakanaka (6, 7)
Kuisa kamudhuri pamusoro pedenga remba (8)
Kusanganisa zvinhu kusingabvumirwi (9-11)
Masa pazvipfeko (12)
Mitemo pamusoro peumhandara, unzenza, uye kubata chibharo (13-30)
23
Vaya vasina kukodzera kuva muungano yaMwari (1-8)
Musasa unofanira kuva wakachena (9-14)
Muranda anenge atiza (15, 16)
Upfambi hunorambidzwa (17, 18)
Mubereko uye mhiko (19-23)
Zvinobvumidzwa kudyiwa nemunhu ari kungopfuura (24, 25)
24
Kuroorana uye kurambana (1-5)
Kukoshesa upenyu hwemunhu (6-9)
Kubata varombo zvakanaka (10-18)
Mutemo wekusapedzeredza pakukohwa (19-22)
25
Mutemo wekuranga neshamhu (1-3)
Usasunga muromo wenzombe painenge ichipura (4)
Kugara nhaka mudzimai wemukoma kana kuti wemunin’ina (5-10)
Kubata nhengo dzakavandika pakurwa (11, 12)
Zvikero nemidziyo yekuyeresa zvakarurama (13-16)
VaAmareki vanofanira kuparadzwa (17-19)
26
Kupa zvibereko zvekutanga (1-11)
Chegumi chechipiri (12-15)
Israeri, pfuma yaJehovha yaanokoshesa (16-19)
27
Mutemo unofanira kunyorwa pamatombo (1-10)
PaGomo reEbhari uye paGomo reGerizimu (11-14)
Kutukwa kunodzokororwa (15-26)
28
29
30
Kudzokera kuna Jehovha (1-10)
Mirayiro yaJehovha haina kuoma (11-14)
Kusarudza upenyu kana rufu (15-20)
31
Mozisi ava pedyo nekufa (1-8)
Kuverenga Mutemo zvinonzwika (9-13)
Joshua anogadzwa (14, 15)
VaIsraeri vanoudzwa kuti vachapanduka (16-30)
32
33
34