RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • bi12 pp. 1828-1829
  • Kurongwa kweMabhuku eBhaibheri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kurongwa kweMabhuku eBhaibheri
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Misoro Midiki
  • Mabhuku eMagwaro echiHebheru Nguva Yedu (yeChiKristu) Isati Yasvika
  • Mabhuku eMagwaro echiGiriki Akanyorwa Munguva Yedu (yechiKristu)
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
Kurongwa kweMabhuku eBhaibheri

Kurongwa kweMabhuku eBhaibheri

Mabhuku eMagwaro echiHebheru Nguva Yedu (yeChiKristu) Isati Yasvika

Zita Rebhuku: Genesisi

Mu(va)nyori: Mosesi

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Murenje

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): 1513

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): “Pakutanga” kusvikira kuna 1657

Zita Rebhuku: Eksodho

Mu(va)nyori: Mosesi

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Murenje

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): 1512

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): 1657-1512

Zita Rebhuku: Revhitiko

Mu(va)nyori: Mosesi

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Murenje

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): 1512

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): mwedzi 1 (1512)

Zita Rebhuku: Numeri

Mu(va)nyori: Mosesi

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Murenje neMapani eMoabhi

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): 1473

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): 512-1473

Zita Rebhuku: Dheuteronomio

Mu(va)nyori: Mosesi

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Mapani eMoabhi

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): 1473

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): mwedzi 2 (1473)

Zita Rebhuku: Joshua

Mu(va)nyori: Joshua

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Kenani

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 1450

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): 1473–c. 1450

Zita Rebhuku: Vatongi

Mu(va)nyori: Samueri

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Israeri

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 1100

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): c. 1450–c. 1120

Zita Rebhuku: Rute

Mu(va)nyori: Samueri

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Israeri

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 1090

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): makore 11 okutonga kweVatongi

Zita Rebhuku: 1 Samueri

Mu(va)nyori: Samueri; Gadhi;Natani

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Israeri

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 1078

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): c. 1180-1078

Zita Rebhuku: 2 Samueri

Mu(va)nyori: Gadhi; Natani

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Israeri

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 1040

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): 1077–c. 1040

Zita Rebhuku: 1 Madzimambo

Mu(va)nyori: Jeremiya

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Judha uye mupumburu 1

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 1040-580

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: 2 Madzimambo

Mu(va)nyori: Jeremiya

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Ijipiti

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): 580

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: 1 Makoronike

Mu(va)nyori: Ezra

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Jerusarema (?) mupumburu 1

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): Pashure pa1 Makoronike 9:44:

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: 2 Makoronike

Mu(va)nyori: Ezra

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Jerusarema (?)

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 460

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): 1077-537

Zita Rebhuku: Ezra

Mu(va)nyori: Ezra

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Jerusarema

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 460

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): 537–c. 467

Zita Rebhuku: Nehemiya

Mu(va)nyori: Nehemiya

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Jerusarema

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): a. 443

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): 456–a. 443

Zita Rebhuku: Esteri

Mu(va)nyori: Modhekai

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Shushani, Eramu

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 475

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): 493–c. 475

Zita Rebhuku: Jobho

Mu(va)nyori: Mosesi

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Murenje

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 1473

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): Anopfuura makore 140 pakati pa1657 na1473

Zita Rebhuku: Mapisarema

Mu(va)nyori: Dhavhidhi nevamwe

Nzvimbo Yarakanyorerwa:

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 460

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: Zvirevo

Mu(va)nyori: Soromoni; Aguri;Remueri

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Jerusarema

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 717

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: Muparidzi

Mu(va)nyori: Soromoni

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Jerusarema

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): b. 1000

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: Rwiyo rwaSoromoni

Mu(va)nyori: Soromoni

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Jerusarema

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 1020

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: Isaya

Mu(va)nyori: Isaya

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Jerusarema

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): a. 732

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): c. 778–a. 732

Zita Rebhuku: Jeremiya

Mu(va)nyori: Jeremiya

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Judha; Ijipiti

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): 580

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): 647-580

Zita Rebhuku: Mariro

Mu(va)nyori: Jeremiya

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Pedyo neJerusarema

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): 607

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: Ezekieri

Mu(va)nyori: Ezekieri

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Bhabhironi

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 591

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): 613–c. 591

Zita Rebhuku: Dhanieri

Mu(va)nyori: Dhanieri

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Bhabhironi

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 536

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): 618–c. 536

Zita Rebhuku: Hosiya

Mu(va)nyori: Hosiya

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Samariya (muRuwa)

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): a. 745

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): b. 804–a. 745

Zita Rebhuku: Joeri

Mu(va)nyori: Joeri

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Judha

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 820 (?)

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: Amosi

Mu(va)nyori: Amosi

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Judha

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 804

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: Obhadhiya

Mu(va)nyori: Obhadhiya

Nzvimbo Yarakanyorerwa:

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 607

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: Jona

Mu(va)nyori: Jona

Nzvimbo Yarakanyorerwa:

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 844

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: Mika

Mu(va)nyori: Mika

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Judha

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): b. 717

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): c. 777-717

Zita Rebhuku: Nahumi

Mu(va)nyori: Nahumi

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Judha

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): b. 632

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: Habhakuki

Mu(va)nyori: Habhakuki

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Judha

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 628 (?)

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: Zefaniya

Mu(va)nyori: Zefaniya

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Judha

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): b. 648

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: Hagai

Mu(va)nyori: Hagai

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Jerusarema ravakwazve

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): 520

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): mazuva 112 (520)

Zita Rebhuku: Zekariya

Mu(va)nyori: Zekariya

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Jerusarema ravakwazve

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): 518

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): 520-518

Zita Rebhuku: Maraki

Mu(va)nyori: Maraki

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Jerusarema ravakwazve

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): a. 443

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Mabhuku eMagwaro echiGiriki Akanyorwa Munguva Yedu (yechiKristu)

Zita Rebhuku: Mateu

Mu(va)nyori: Mateu

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Parestina

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 41

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): 2 B.C.E.–33 C.E.

Zita Rebhuku: Mako

Mu(va)nyori: Mako

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Roma

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 60-65

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): 29-33 C.E.

Zita Rebhuku: Ruka

Mu(va)nyori: Ruka

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Kesariya

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 56-58

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): 3 B.C.E.–33 C.E.

Zita Rebhuku: Johani

Mu(va)nyori: Muapostora Johani

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Efeso, kana kuti pedyo

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 98

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): Pashure pesumo,29-33 C.E.

Zita Rebhuku: Mabasa

Mu(va)nyori: Ruka

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Roma

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 61

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): 33–c. 61 C.E.

Zita Rebhuku: VaRoma

Mu(va)nyori: Pauro

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Korinde

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 56

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: 1 VaKorinde

Mu(va)nyori: Pauro

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Efeso

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 55

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: 2 VaKorinde

Mu(va)nyori: Pauro

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Makedhoniya

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 55

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: VaGaratiya

Mu(va)nyori: Pauro

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Korinde kana kuti Andiyoki yeSiriya

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 50-52

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: VaEfeso

Mu(va)nyori: Pauro

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Roma

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 60-61

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: VaFiripi

Mu(va)nyori: Pauro

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Roma

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 60-61

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: VaKorose

Mu(va)nyori: Pauro

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Roma

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 60-61

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: 1 VaTesaronika

Mu(va)nyori: Pauro

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Korinde

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 50

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: 2 VaTesaronika

Mu(va)nyori: Pauro

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Korinde

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 51

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: 1 Timoti

Mu(va)nyori: Pauro

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Makedhoniya

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 61-64

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: 2 Timoti

Mu(va)nyori: Pauro

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Roma

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 65

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: Tito

Mu(va)nyori: Pauro

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Makedhoniya (?)

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 61-64

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: Firimoni

Mu(va)nyori: Pauro

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Roma

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 60-61

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: VaHebheru

Mu(va)nyori: Pauro

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Roma

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 6

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.): 1

Zita Rebhuku: Jakobho

Mu(va)nyori: Jakobho (munun’una waJesu)

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Jerusarema

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): b. 62

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: 1 Petro

Mu(va)nyori: Petro

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Bhabhironi

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 62-64

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: 2 Petro

Mu(va)nyori: Petro

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Bhabhironi (?)

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 64

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: 1 Johani

Mu(va)nyori: Muapostora Johani

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Efeso, kana kuti pedyo

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 98

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: 2 Johani

Mu(va)nyori: Muapostora Johani

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Efeso, kana kuti pedyo

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 98

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: 3 Johani

Mu(va)nyori: Muapostora Johani

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Efeso, kana kuti pedyo

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 98

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: Judha

Mu(va)nyori: Judha (munun’una waJesu)

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Parestina (?)

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 65

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

Zita Rebhuku: Zvakazarurwa

Mu(va)nyori: Muapostora Johani

Nzvimbo Yarakanyorerwa: Patimosi

Kunyora Kwakapedzwa (B.C.E.): c. 96

Nguva Yakapedzwa (B.C.E.):

[Mazita evanyori vemamwe mabhuku neenzvimbo dzaakanyorerwa hazvinyatsozivikanwi. Misi yakawanda haisi chaiyoiyo, chiratidzo a. chinoreva kuti “pashure pa-,” b. anoreva kuti “asati asvika” uye c. anoreva “munenge muna,” kana kuti “panenge pana.”]

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe