Jeremiya 19:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Vakavaka nzvimbo dzakakwirira dzaBhaari kuti vapise vanakomana vavo mumoto sezvinopiwa zvinopiswa zvakakwana kuna Bhaari,+ chinhu chandakanga ndisina kurayira kana kutaura nezvacho,+ uye chakanga chisina kuuya mumwoyo mangu.”’+
5 Vakavaka nzvimbo dzakakwirira dzaBhaari kuti vapise vanakomana vavo mumoto sezvinopiwa zvinopiswa zvakakwana kuna Bhaari,+ chinhu chandakanga ndisina kurayira kana kutaura nezvacho,+ uye chakanga chisina kuuya mumwoyo mangu.”’+