Jeremiya 19:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Vakavaka nzvimbo dzakakwirira dzaBhaari kuti vapise vanakomana vavo mumoto sezvibayiro zvinopiswa kuna Bhaari,+ chinhu chandakanga ndisina kurayira kana kutaura nezvacho uye chisina kutombobvira chauya mumwoyo mangu.”’*+
5 Vakavaka nzvimbo dzakakwirira dzaBhaari kuti vapise vanakomana vavo mumoto sezvibayiro zvinopiswa kuna Bhaari,+ chinhu chandakanga ndisina kurayira kana kutaura nezvacho uye chisina kutombobvira chauya mumwoyo mangu.”’*+