Muparidzi 6:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Kana murume akava nevana zana uye akararama kwemakore akawanda osvika pakukwegura, asi asingafadzwi* nezvinhu zvake zvakanaka asati asvika kuguva,* ndinoti mwana anozvarwa akafa ari nani kumupfuura.+
3 Kana murume akava nevana zana uye akararama kwemakore akawanda osvika pakukwegura, asi asingafadzwi* nezvinhu zvake zvakanaka asati asvika kuguva,* ndinoti mwana anozvarwa akafa ari nani kumupfuura.+