DZIDZA KUBVA KUSHAMWARI DZAJEHOVHA
Mefibhosheti
Shandisa pepa iri rinoprindwa remabasa ekuita kuti udzidze kubva kushamwari yaJehovha Mefibhosheti.
Vabereki, verengai uye kurukurai nevana venyu 2 Samueri 19:28-30.
Dhaunirodha kana kuti prinda basa iri rekuita.
Chekai mifananidzo iri papeji yekutanga motevedzera mirayiridzo yakanyorwa ipapo kuti mugadzire zviri papeji inotevera. Pamunenge muchiita izvi nevana venyu, pindurai mibvunzo iri panoperera vhidhiyo. Kana mwana wenyu aine mamwe mapepa emabasa aya aakamboita anogona kuabatanidza ogadzira bhuku.