RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 September p. 8
  • Unoratidza Ushingi Sezvakaitwa naAsa Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Unoratidza Ushingi Sezvakaitwa naAsa Here?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Akanga Akanyatsozvipira Kuna Jehovha “Kweupenyu Hwake Hwese”
    Famba naMwari Neushingi
  • “Basa Renyu Richapiwa Mubayiro”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Shandisa Nguva Yerugare Zvakanaka
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2020
  • Shumira Jehovha Nemwoyo Wakakwana!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 September p. 8

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Unoratidza Ushingi Sezvakaitwa naAsa Here?

Asa akadzivirira kunamata kwakachena neushingi (1Mad 15:11, 12; w12 8/15 8 ¶4)

Asa akaratidza kuti aikoshesa kunamata Jehovha kupfuura ukama hwake nevemumhuri (1Mad 15:13; w17.03 19 ¶7)

Asa anewo zvaakakanganisa, asi Jehovha aimuona semunhu akatendeka nekuti aiva neunhu hwakanaka (1Mad 15:14, 23; it-1-E 184-185)

Mwana ari kubva pamba aine mabhegi ake. Baba vari kumbundira mudzimai wavo nemwanasikana wavo.

ZVIBVUNZE KUTI: ‘Ndinoratidza kuti ndinoshingairira kunamata kwakachena here? Ndinorega kuwadzana nemunhu chero upi zvake, kunyange weukama, anenge asiya Jehovha here?’—2Jo 9, 10.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe