RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 September p. 9
  • October 3-9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 3-9
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 September p. 9

October 3-9

1 MADZIMAMBO 17-18

  • Rwiyo 32 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mucharamba Muine Mwoyo Miviri Kusvikira Riini?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Mad 18:1—Nei Jesu akati munguva yaEriya, mvura haina kunaya “kwemakore matatu nemwedzi mitanhatu”? (Ru 4:25; w08 4/1 19, bhokisi)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mad 18:36-46 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Paunoona Munhu Kekutanga: Bhaibheri​—2Ti 3:16, 17. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 12)

  • Hurukuro: (5 min.) w14 2/15 14-15—Musoro: Kutenda Kwakaratidzwa Nechirikadzi yekuZarefati Kunotidzidzisei? (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 111

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 21

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 83 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe