RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 July p. 12
  • Zvii Zvatinodzidza Kubva Pambiru Mbiri?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvii Zvatinodzidza Kubva Pambiru Mbiri?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • B8 Temberi Yakavakwa naSoromoni
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Vakashanda Nesimba Pakuvaka Nekuti Vaida Jehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Unodzidza Kubva Pane Zvaunokanganisa Here?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Simbisa Hama Dzako Zvinhu Pazvinenge Zvakaoma
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 July p. 12
Mbiru mbiri dzemhangura dziri muvharanda retemberi.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Zvii Zvatinodzidza Kubva Pambiru Mbiri?

Mbiru mbiri dzakagadzirwa dzikaiswa pavharanda raiva pamberi petemberi padzaionekwa nevanhu (1Mad 7:15, 16; w13 12/1 13 ¶3)

Mbiru dzacho dzakapiwa mazita ane zvaaireva (1Mad 7:21; it-1-E 348)

Jehovha aizobatsira vanhu ‘kusimbisa’ temberi chero bedzi vaizoramba vachivimba naye (1Mad 7:21, mashoko emuzasi; Pis 127:1)

Jehovha anogona kunge akatibatsira kukunda matambudziko akawanda kuti tiwane chokwadi. Asi tinofanira kuramba tichivimba naye kuitira kuti ‘timire takasimba mukutenda.’—1VaK 16:13.

Mapikicha: 1. Mumwe mukadzi ari kupiwa bhurocha rinonzi “Rarama Nekusingaperi Uchifara!” neimwe hanzvadzi vari mushopu. 2. Mukadzi uya paari kuverenga bhuku rinonzi “Rarama Nekusingaperi Uchifara!” anotanga kufunga nezvekuputa kwaanoita. 3. Anobhabhatidzwa.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndiri kuratidza sei kuti ndinovimba naJehovha?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe