RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 July p. 12
  • August 22-28

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 22-28
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 July p. 12

August 22-28

1 MADZIMAMBO 7

  • Rwiyo 7 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvii Zvatinodzidza Kubva Pambiru Mbiri?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Mad 7:23—Chidzidzo chipi chatinowana kubva ‘paDziva rakagadzirwa nesimbi yakanyungudutswa’ raiva patemberi? (it-1-E 263)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mad 7:1-12 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! womuratidza kuti tinodzidza sei Bhaibheri nevanhu. (th chidzidzo 3)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 06 pfungwa 6 uye pakanzi Vamwe Vanoti (th chidzidzo 8)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 72

  • Zvemuungano Yenyu: (5 min.)

  • “Mushandirapamwe Unokosha Wekutanga Zvidzidzo zveBhaibheri Muna September”: (10 min.) Kukurukura nevateereri kunoitiswa nemutariri webasa. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Paunoona Munhu Kekutanga: Chidzidzo cheBhaibheri—Pis 37:29. Taurai zvamuchaita kuti mupedze ndima yenyu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 17

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 13 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe