RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 November p. 8
  • Jehovha Anoshandisa Vakadzi Vaviri Kuti Anunure Vanhu Vake

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Anoshandisa Vakadzi Vaviri Kuti Anunure Vanhu Vake
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • “Usaroorerana Navo”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • “Chokwadi Ndichaenda Newe”
    Famba naMwari Neushingi
  • ‘Ndakasimuka Saamai Pakati paIsraeri’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Muenzaniso Wakanaka Wekudzidzisa Vamwe Mabasa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 November p. 8
Muprofitakadzi Dhibhora akagara pasi pemuchindwe achikurudzira Bheraki kuti abatsire vanhu vaMwari.

Dhibhora achikurudzira Bheraki kuti abatsire vanhu vaMwari

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jehovha Anoshandisa Vakadzi Vaviri Kuti Anunure Vanhu Vake

VaIsraeri vaidzvinyirirwa nemuvengi anotyisa (Vat 4:3; 5:6-8; w15 8/1 12 ¶6)

Jehovha akaita kuti Dhibhora abatsire vaIsraeri (Vat 4:4-7; 5:7; w15 8/1 13 ¶1; ona mufananidzo uri pakavha)

Jehovha akashandisa Jaeri kuti auraye Sisera (Vat 4:16, 17, 21; w15 8/1 15 ¶1)

Mifananidzo: 1. Muprofitakadzi Dhibhora akagara pasi pemuchindwe achikurudzira Bheraki kuti abatsire vanhu vaMwari. 2. Jaeri akabata hoko yetende nesando ari pedyo naSisera, uyo akafa nehope.

Nyaya iyi inoratidzei nezvemaonero anoita Jehovha vanhukadzi?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe