RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 September p. 6
  • Zvinokonzera Chivi Nerufu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvinokonzera Chivi Nerufu
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Muedzo
    Mukai!—2017
  • “Munofanira Kuva Vatsvene”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Usakurirwa Nezvido Zvakaipa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Jehovha Anosika Upenyu Panyika
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 September p. 6
Hama iri kufunga nezvemiedzo yakasiyana-siyana: mari, mota inodhura, fodya, uye mukadzi waasina kuroorana naye

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JAKOBHO 1-2

Zvinokonzera Chivi Nerufu

1:14, 15

Kana ukatanga kuva nepfungwa dzakashata, ita zvinhu zvinotevera:

  • Rwisa pfungwa idzodzo ufunge zvimwe zvinhu zvakanaka.​—VaF 4:8

  • Funga matambudziko anozovapo kana ukakundwa nemuedzo.​—Dhe 32:29

  • Nyengetera.​—Mt 26:41

Kana ukatanga kuva nepfungwa dzakashata, zvinhu zvipi zvinovaka zvaungafunga nezvazvo?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe