September 30–October 6
JAKOBHO 1-2
Rwiyo 122 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Zvinokonzera Chivi Nerufu”: (10 min.)
[Ratidzai vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raJakobho.]
Jak 1:14—Pfungwa dzakashata dzinogona kuita kuti tide kuita zvinhu zvisina kururama (g17.4 14)
Jak 1:15—Ruchiva runowanzopedzisira rwaita kuti tiite chivi uye zvinoguma nerufu (g17.4 14)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Jak 1:17—Nei Jehovha achinzi “Baba vezviedza zvekudenga”? (it-2-E 253-254)
Jak 2:8—Chii chinonzi “mutemo wamambo”? (it-2-E 222 ¶4)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jak 2:10-26 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda pakupindura mubvunzo wawakasiya pawakadzokera kechipiri. Koka saimba kumisangano. (th chidzidzo 3)
Paunodzokera Kechitatu: (4 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda pakupindura mubvunzo wawakasiya pawakadzokera kechipiri. Muratidze chero bhuku ratinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri. (th chidzidzo 12)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) bhs 30 ¶4-5 (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Rambai Muchifungisisa Zvinhu Izvi”: (8 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Dzivisa Zvinhu Zvinoparadza Kuvimbika—Varaidzo Yakaipa.
Vabereki, Dzidzisai Vana Venyu Zvakaipira Kutumira Mameseji Anonyadzisira: (7 min.) Hurukuro inopiwa nemukuru kubva muMukai! yaJanuary 2014 peji 8.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 86 ¶1-7
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 130 Nemunyengetero