PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAKO 5-6
Jesu Ane Simba Rekumutsa Hama Dzedu Neshamwari
Kurwadziwa kwatinoita kana tafirwa nemumwe munhu watinoda hakurevi kuti hatisisina tariro (Ge 23:2)
Kufungisisa nezvevanhu vakamutswa vanotaurwa muBhaibheri kuchasimbisa tariro yedu yekuti vakafa vachamutswa
Ndiani waunoda kuzoona achimutswa?
Unofunga kuti zvichange zvakaita sei pamuchazoonana?