RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 August p. 8
  • Ndiriini Pandingaita Upiyona Hwebetsero?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ndiriini Pandingaita Upiyona Hwebetsero?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Kufara Uye Tariro Pasinei Nourombo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Chinangwa Chinokosha Chegore Rebasa Idzva
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Ari Kudikanwa—Mapiyona Ebetsero 4 000
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1997
  • Mikana Yakawedzerwa Yokurumbidza Jehovha
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 August p. 8

KURARAMA KWECHIKRISTU

Ndiriini Pandingaita Upiyona Hwebetsero?

Temberi yakaonekwa naEzekieri inoratidza kuti vanhu vaJehovha vaizounza zvipo zvavo vachizvidira. Zvii zvatingaita kuti tipewo zvibayiro zvekurumbidza?​—VaH 13:15, 16.

Chimwe chinokosha chatingaita, kuita upiyona hwebetsero. Gore rebasa ra2018 rine mwedzi yakati wandei ine mazuva 5 eMugovera kana kuti eSvondo. Nguva iyi yakanyanya kunakira vaya vanoenda kubasa vhiki rese uye vanongowana mukana wekuparidza pakupera kwevhiki. Uyezve, vaparidzi vanogona kusarudza kuita maawa 30 kana kuti 50 muna March naApril uye mwedzi unouya mutariri wedunhu.

Ko kana tichiona kuti hatikwanisi kuzoita upiyona hwebetsero? Tinogona kuwedzera zvatinoita muushumiri uye kuvandudza madzidzisiro edu. Chero zvatichaita, dai tikaita zvese zvatinogona kuti tiratidze kuda kwatinoita Jehovha mugore rebasa ra2018!​—Ho 14:2.

Sabina Hernández achisaina fomu reupiyona hwebetsero nemuromo

Zvii zvandingaita kuti nditevedzere kushingaira kunoita Sabina Hernández?

ONA VHIDHIYO INONZI NDICHIBATSIRWA NAJEHOVHA, NDINOKWANISA KUITA ZVAKAWANDA, WOZOPINDURA MIBVUNZO IYI:

  • Chii chinoita kuti Sabina aite zvakawanda pakushumira Jehovha?

  • Zvinoitwa naSabina zvinokukurudzira sei?

  • Mugore rebasa ra2018, mwedzi upi kana kuti ipi yauchada kuzoita upiyona hwebetsero?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe