PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 29-31
Jehovha Akati Kwaizova Nesungano Itsva
Rakaprindwa
Jehovha akati sungano yeMutemo yaizotsiviwa nesungano itsva uye sungano iyi yaizoita kuti pave nemakomborero akawanda.
SUNGANO YEMUTEMO |
SUNGANO ITSVA |
|
|---|---|---|
Jehovha nevaIsraeri |
VAKAITA SUNGANO YACHO |
Jehovha naIsraeri waMwari |
Mosesi |
MUREVERERI |
Jesu Kristu |
Zvibayiro zvemhuka |
CHAKAITA KUTI ISHANDE |
Chibayiro chaJesu |
Pamahwendefa ematombo |
YAKANYORWA |
Pamwoyo yevanhu |