RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 April p. 8
  • April 24-30

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 24-30
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 April p. 8

April 24-30

JEREMIYA 29-31

  • Rwiyo 151 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Akati Kwaizova Nesungano Itsva”: (10 min.)

    • Jer 31:31—Sungano itsva yakataurwa nezvayo pachine mazana emakore (it-1-E 524 ¶3-4)

    • Jer 31:32, 33—Sungano itsva yakasiyana nesungano yeMutemo (jr 173-174 ¶11-12)

    • Jer 31:34—Sungano itsva inoita kuti tiregererwe zvivi zvedu zvachose (jr 177 ¶18)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jer 29:4, 7—Nei nhapwa dzechiJudha dzakaudzwa kuti ‘dzitsvake rugare’ rweBhabhironi, uye isuwo tinodzidzei? (w96 5/1 11 ¶5)

    • Jer 29:10—Vhesi iyi inoratidza sei kuti uprofita hweBhaibheri ndehwechokwadi? (g 7/12 32 ¶1-2)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 31:31-40

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Mt 6:10​—Dzidzisa Chokwadi.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Isa 9:6, 7; Zva 16:14-16—Dzidzisa Chokwadi.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w14 12/15 21​—Musoro: Jeremiya Airevei Paakataura Nezvokuti Rakeri Aichema Vanakomana Vake?

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 154

  • Zviyeuchidzo zveGungano: (15 min.) Hurukuro. Dzokororai mazano anoshanda kunharaunda yenyu ari pachikamu chakanzi “Zviyeuchidzo Zvegungano Remunharaunda” uye chimwe chakanzi “Mushandirapamwe Wekukoka Vanhu Kugungano Remunharaunda” kubva muPurogiramu Yezvokuita Uye Zvichadzidzwa yaApril 2016. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Zviyeuchidzo zveGungano. Kurudzirai vabereki kuti vanyore nhamba dzavo dzefoni kuseri kwemabheji evana vavo vadiki. Izvi zvichabatsira varindiri kana mwana iyeye akarasika. Taurai nenzira inoita kuti vanhu vade kuzopinda gungano remunharaunda ra2017.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 11 ¶22-28 uye bhokisi rekudzokorora rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 120 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe