RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 January p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • NHARIREYOMURINDI
  • DZIDZISA CHOKWADI
  • MASHOKO AKANAKA ANOBVA KUNA MWARI!
  • NYORAWO MHARIDZO YAKO
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 January p. 1
Zvapupu zvaJehovha zvichiparidza mashoko akanaka kuGhana

Kuudza vamwe mashoko akanaka kuGhana

Mharidzo Dzekuenzanisira

NHARIREYOMURINDI

Nharireyomurindi Nhamba 1 2017 | Zvaungaita Kuti Ubatsirwe neBhaibheri

Mubvunzo: Vamwe vanhu vanofunga kuti Bhaibheri harichashandi, asi vamwe vanoti richiri kushanda. Munotiwo kudii?

Rugwaro: 2Ti 3:16, 17

Zvekutaura: Magazini iyi inoratidza kuti Bhaibheri rinogona kutibatsira pazvinhu zvipi uye kuti mungaita sei kuti zvamunoverenga muBhaibheri zvikubatsirei.

DZIDZISA CHOKWADI

Bhaibheri rakavhurwa

Mubvunzo: Nyika yava pedyo nekuguma here?

Rugwaro: Mt 24:3, 7, 14

Chokwadi: Bhaibheri rinoratidza kuti nyika yava pedyo nekuguma. Uye tinofanira kutofara nekuti izvi zvinoreva kuti kana nyika yaguma, matambudziko edu anenge apera.

MASHOKO AKANAKA ANOBVA KUNA MWARI!

Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari

Zvekutaura: Ndangoti ndipfuure nepano ndichikuudzai nezveurongwa hwedu hwekudzidza nevanhu Bhaibheri vasingabhadhari. Bhuku iri rinoratidza kuti mungawana papi mhinduro dzemibvunzo inokosha muBhaibheri renyu.

Mubvunzo: Makamboverenga Bhaibheri here? Regai ndikuratidzei kuti zvidzidzo zviri mubhurocha iri zviri nyore sei. [Kurukurai mubvunzo 1 uri muchidzidzo 2.]

Rugwaro: Zva 4:11

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe