RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 October p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • MUKAI!
  • DZIDZISA CHOKWADI
  • PEPA REKUKOKA MUNHU KUMISANGANO (inv)
  • NYORAWO MHARIDZO YAKO
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 October p. 1
Zvapupu zvaJehovha zviri kukoka vanhu kumisangano

Vaparidzi vari kukoka vanhu kumusangano

Mharidzo Dzekuenzanisira

MUKAI!

Mukai! Nhamba 5 2016 | Jesu Aivako Zvechokwadi Here?

Mubvunzo: Vamwe vanhu vanoramba kuti Jesu akamborarama pano panyika. Vamwewo vanoti zvakaoma kuti tinyatsoziva chokwadi. Munotiwo kudii?

Zvekutaura: Mukai! iyi inotibatsira kuona kuti chokwadi ndechipi.

DZIDZISA CHOKWADI

Bhaibheri rakavhurwa

Mubvunzo: Chii chinoitika kana munhu afa?

Rugwaro: Joh 11:11-14

Chokwadi: Kana munhu afa, hapana kwaanoenda. Saka hatifaniri kutya kuti pane zvichaitika kana tafa. Jesu akafananidza rufu nekurara. Achamutsa hama dzedu kuti dzizoraramazve pano panyika sezvaakangoita kuna Razaro.—Job 14:14.

PEPA REKUKOKA MUNHU KUMISANGANO (inv)

Pepa Rekukoka Munhu Kumisangano

Zvekutaura: Ndiri kukukokai kuti muzonzwa hurukuro yeBhaibheri uye hapabhadharwi mari. Ichaitirwa kwatinonamatira kuImba yoUmambo. [Mupe pepa rekumukoka, womuudza kune Imba yoUmambo, nenguva dzichaitwa musangano uye musoro wehurukuro yavose.]

Mubvunzo: Makambosvika paImba yoUmambo here? [Kana aine nguva, muratidze vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo?]

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe