RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 October p. 2
  • October 3-9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 3-9
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 October p. 2

October 3-9

ZVIREVO 1-6

  • Rwiyo 37 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Vimba naJehovha Nomwoyo Wako Wose”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raZvirevo.]

    • Zvi 3:1-4—Ratidza mutsa werudo nechokwadi (w00 1/15 23-24)

    • Zvi 3:5-8—Nyatsovimba naJehovha (w00 1/15 24)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Zvi 1:7—Sei zvichinzi kutya Jehovha ndiko “kutanga kwezivo”? (w06 9/15 17 ¶1; it-2-E 180)

    • Zvi 6:1-5—Tinofanira kuita sei kana tava kutadza kuzadzisa zvatakawirirana mubhizinesi? (w00 9/15 25-26)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zvi 6:20-35

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri mavhidhiyo emharidzo dzekuenzanisira, mokurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kushanda nesimba pamushandirapamwe wekukoka vanhu kumusangano wekupera kwevhiki.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 107

  • Zvomuungano Yenyu: (8 min.) Kana muchida, munogona kukurukura nevateereri zvidzidzo zviri muBhuku Regore. (yb16 25-27)

  • Bata Zvakanaka Vanhu Vanouya Kumisangano Yedu (Zvi 3:27): (7 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? Mapedza, chibvunzai vateereri zvavangaita kuti vaenzi vedu vanzwe vakasununguka paImba yeUmambo, kwete muna October chete, asi nguva dzose.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 2 ¶1-12

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 143 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe