PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JOBHO 33-37
Shamwari Yechokwadi Inopa Mazano Anovaka
Erihu paakatanga kutaura, mazano aakapa akanga akasiyana zvachose neaErifazi, Bhiridhadhi naZofari pazvinhu zviviri zvinoti: mashoko aakashandisa uye mabatiro aakaita Jobho. Akaratidza kuti aiva shamwari yechokwadi uye nyanzvi pakupa mazano. Akatisiyira muenzaniso wekutevedzera.
MUNHU ANE UNYANZVI PAKUPA MAZANO ANOFANIRA KUNGE: |
ERIHU AKARATIDZA MUENZANISO WAKANAKA |
|---|---|
|
|
|
|
|
|