“Ruramisiro Youmwari” Kokorodzano Dzoruwa
KUTAMBURA kuruku kwakadini kuri munyika nemhaka yokushaikwa kweruramisiro! Kuipiswa kwesimba kwakapararira navamwe vatongi vezvamatongerwe enyika kwakaguma nokutambura kukuru kusina kururama. Fariro dzezvokutengeserana dzamakaro dzinodzvinyirira vanhu, kuchiguma nenhamo huru. Ipapo kune kudzvinyirira kwavatungamiriri vorudzidziso nhasi avo kufanana navamabiyavo vomuzuva raJesu, uye nezvavo iye akati: “Vanosunga mitoro inorema, inotambudza kutakura, vachiisa pamafudzi avanhu, asi ivo vamene havadi kuibata nomunwe wavo. (Mateo 23:4) Kunewo kushatiswa kukuru kwesimba nokusaruramisira kunovapo somuuyo mukati mamapoka emhuri.
Nhau inoratidza kuti kungava kusina maturo kutarira kuvanhu vasina kukwana, hazvinei hazvo nokuti ivava vangava vane vavariro dzakanaka sei, kuti varuramise zvinhu zvakadaro. Asi kune mumatenga Musikavanhu noMutongi, Jehovha. Iye ndiye Mwari weruramisiro. Nomazvo, Mosesi akaimba, achiti: “Iye ndiye dombo, basa rake rakakwana; nokuti nzira dzake dzose dzakarurama. Ndiye Mwari akatendeka usinganyengeri, wakarurama, nowazvokwadi.”—Dheuteronomio 32:4.
Jehovha akashivirira kwenguva refu kusaruramisira kwose kwenyika ino, asi iye haasati achizoita saizvozvo nguva yose. Kune nguva yakagadzwa kuti aite chiito uye ipapo uporofita hunowanwa pana Isaya 14:4-7 huchazadzikwa, uhwo hunopikira kuti mutoo wose woudzvinyiriri uchaguma uye ‘pasi rose richazorora.’
Nemhaka yokutenda kwazvo kwakasimba muizvi zvipikirwa zvouporofita, Zvapupu zvaJehovha zvinofara kuzivisa munzvimbo iri yose kuti nokukurumidza Jehovha achagumisa dzvinyiriro yose, kusarurama, uye kusaruramisira kupfurikidza nokupinza kutonga kwakakwana kwoUmambo. Ipapo hakuna munhu achasakisa kuvadziko ipi neipi kana kuti ruparadziko, nokuti ‘pasi rose richazadzwa nezivo yaJehovha semvura dzinofukidza gungwa rimene.’—Isaya 11:9.
Kusimbisa kutenda kwedu mumarutongeso akarurama aJehovha, kokorodzano Dzoruwa dza 1988 dzichava nomusoro unoti “Ruramisiro Youmwari.” Kusimbisa uyu musoro hakusati kuchizongotikurudzira bedzi mukuzivisa tariro yedu yeruramisiro youmwari asiwo kuchatikurudzira kuita mutsinhirano neruramisiro youmwari mukubata kwedu kwose.
Savabatiri vaJehovha, tose zvedu tinoziva kuti nemhaka yokudarika kwavabereki vedu vokutanga, kombamiro yedu iri kuudyire, kukusaruramisira. Naizvozvo tichaonga mashoko akaisvonaka atichagamuchira kupfurikidza nehurukuro dzeBhaibheri, muenzanisiro, bvunzurudzo, nezvinoitika izvo zvichasimbisa kudikanwa kwokutsigira ruramisiro youmwari. Ikoku kuri muwirirano nomurairo uri pana Mika 6:8, ‘wokushandisa ruramisiro, kuda mutsa uye kuzvininipisa mukufamba naMwari wedu.’ Ikoku kunogovera tsinhirano, gutsikano, uye mufaro; kunobetserawo kufambisira mberi kuparidzirwa kwamashoko akanaka mupasi rose.
Rutivi rwakatanhamara rweidzi kokorodzano ruchava rwokuti chiverengero chakati chamaguta chichabatanidzwa nokuda kwehurukuro chaidzo dzinokurukurwa nemitezo yoMutumbi Unodzora weZvapupu zvaJehovha. Uyewo nokuda kweidzi kokorodzano vafundisi munyika yose vachagoverwa zvokufambisa; kuchavagonesa kushanyira mhuri dzavo zvakare.
Kana Jehovha achida, “Ruramisiro Youmwari” Kokorodzano Dzoruwa dzichavamba paChina pa 1:30 p.m. uye dzichaguma pa 4:00 p.m. paSvondo. Ngatigadzirirei zvinhu zvedu kuti tivepo apo purogiramu inovamba ndokuronga kugara kutozosvikira parwiyo rwokugumisira nomunyengetero zuva riri rose. Uya nechishuvo chomudzimu chakanaka uye wakashongedzerwa kunyora zvinonyorwa. Iva nechokwadi chokuti Jehovha akatichengetera “madyo” ezvinhu zvakanaka izvo zvichatisimbisa ndokutinyandura nokuda kwebasa riri mberi.—Isaya 25:6; Rwiyo rwaSoromoni 2:4.
Hungu, mumwe nomumwe ngaauye akatsunga kuwana chikomborero chomudzimu chikurusa chinobva mu“Ruramisiro Youmwari” Kokorodzano Yoruwa.
Convention Locations
United States
June 16-19: AMARILLO, TX, Civic Center Coliseum, 3rd & Buchanan Sts. BILOXI, MS, Mississippi Coast Coliseum, 3800 W. Beach Blvd. DAYTONA BEACH, FL, The Ocean Center, 101 N. Atlantic Ave. FT. WORTH, TX, Tarrant County Convention Center Arena, 1111 Houston St. GREENVILLE, SC, Memorial Auditorium, 300 E. North St. HOUSTON, TX, Astrodome, Loop 610 at Kirby Dr. MACON, GA, Coliseum, 200 Coliseum Dr. MADISON, WI, Dane County Memorial Coliseum, John Nolen Dr. NEW HAVEN, CT, Veterans Memorial Coliseum, 275 S. Orange St. NEW YORK, NY, Yankee Stadium, 157th St. & River Ave. RENO, NV, Centennial Coliseum, 4590 S. Virginia St. ST. LOUIS, MO, The Arena, 5700 Oakland Ave. SAN DIEGO, CA, Jack Murphy Stadium, 9449 Friars Rd. SAN FRANCISCO, CA, Cow Palace, Geneva Ave. TUCSON, AZ, Community Center, 260 S. Church St. WICHITA, KS, Kansas Coliseum, I-135 at 85th St. N.
June 23-26: AMARILLO, TX, Civic Center Coliseum, 3rd & Buchanan Sts. BILLINGS, MT, Yellowstone Metra, Hwy. #10. BILOXI, MS, Mississippi Coast Coliseum, 3800 W. Beach Blvd. CHARLESTON, WV, Civic Center Coliseum, 200 Civic Center Dr. CICERO, IL, Sportsman’s Park Race Track, 3301 S. Laramie. COLUMBIA, SC, Carolina Coliseum, Assembly & Sweet Sts. CORVALLIS, OR, Gill Coliseum, 600 S.W. 26th St. DAYTONA BEACH, FL (Sign language also), The Ocean Center, 101 N. Atlantic Ave. FT. WORTH, TX (Sign language also), Tarrant County Convention Center Arena, 1111 Houston St. GREENVILLE, SC, Memorial Auditorium, 300 E. North St. HIALEAH, FL, Hialeah Park Race Track, E. 32nd St. at E. 2nd Ave. JACKSONVILLE, FL, Memorial Coliseum, Gator Bowl Sports Complex. LAFAYETTE, LA (Sign language also), Cajundome, West Congress. LANDOVER, MD, Capital Centre, Beltway Exit 15 E. or 17. LITTLE ROCK, AR, Barton Coliseum, Roosevelt & Dennison St. LOS ANGELES, CA, Dodger Stadium, 1000 Elysian Park Ave. MACON, GA (Sign language also), Coliseum, 200 Coliseum Dr. MADISON, WI, Dane County Memorial Coliseum, John Nolen Dr. NEW HAVEN, CT, Veterans Memorial Coliseum, 275 S. Orange St. OGDEN, UT, Dee Events Center, 4600 South 1400 East. PITTSBURGH, PA, Three Rivers Stadium, 420 Stadium Cir. ROCHESTER, MN, Mayo Civic Center Arena, 30 2nd Ave. S.E. ST. LOUIS, MO, The Arena, 5700 Oakland Ave. SAN FRANCISCO, CA (Sign language also), Cow Palace, Geneva Ave. SOUTH BEND, IN, N.D.U. Athletic Center, Juniper Rd.
June 30–July 3: CHARLESTON, WV, Civic Center Coliseum, 200 Civic Center Dr. CICERO, IL (Sign language also), Sportsman’s Park Race Track, 3301 S. Laramie. COLUMBIA, SC, Carolina Coliseum, Assembly & Sweet Sts. CORVALLIS, OR, Gill Coliseum, 600 S.W. 26th St. FRESNO, CA, Convention Center, 700 “M” St. GREENSBORO, NC, Coliseum, 1921 W. Lee St. HIALEAH, FL, Hialeah Park Race Track, E. 32nd St. at E. 2nd Ave. LANDOVER, MD (Sign language also), Capital Centre, Beltway Exit 15 E. or 17. LITTLE ROCK, AR, Barton Coliseum, Roosevelt & Dennison St. LOUISVILLE, KY, Coliseum, Kentucky Fair & Exposition Center. MACON, GA, Coliseum, 200 Coliseum Dr. MADISON, WI, Dane County Memorial Coliseum, John Nolen Dr. NASHVILLE, TN, Municipal Auditorium, 417 4th Ave. NEW HAVEN, CT, Veterans Memorial Coliseum, 275 S. Orange St. NEW YORK, NY (Sign language also), Yankee Stadium, 157th St. & River Ave. OGDEN, UT, Dee Events Center, 4600 South 1400 East. OKLAHOMA CITY, OK, Myriad, One Myriad Gardens. PITTSBURGH, PA (Sign language also), Three Rivers Stadium, 420 Stadium Cir. PONTIAC, MI, Silverdome, 1200 Featherstone. PROVIDENCE, RI, Civic Center, One LaSalle Sq. RENO, NV, Centennial Coliseum, 4590 S. Virginia St. ST. PAUL, MN, Civic Center, 143 W. 4th St. ST. PETERSBURG, FL, Bayfront Center, 400 1st St. S. SAN FRANCISCO, CA, Cow Palace, Geneva Ave. SOUTH BEND, IN, N.D.U. Athletic Center, Juniper Rd. TALLAHASSEE, FL, Civic Center, 555 W. Pensacola St.
July 7-10: BIRMINGHAM, AL, Civic Center Coliseum, One Civic Center Plaza. BISMARCK, ND, Civic Center Arena, 6th & Sweet Sts. CICERO, IL, Sportsman’s Park Race Track, 3301 S. Laramie. CORVALLIS, OR, Gill Coliseum, 600 S.W. 26th St. DENVER, CO, McNichols Sports Arena, 1635 Clay St. FRESNO, CA, Convention Center, 700 “M” St. GREENSBORO, NC, Coliseum, 1921 W. Lee St. HAMPTON, VA, Coliseum, 1000 Coliseum Dr. HIALEAH, FL (Spanish only), Hialeah Park Race Track, E. 32nd St. at E. 2nd Ave. KNOXVILLE, TN, Civic Center Coliseum, 500 Church Ave. S.E. LANDOVER, MD, Capital Centre, Beltway Exit 15 E. or 17. LINCOLN, NE, Devaney Sports Center, 16th & Military. LITTLE ROCK, AR, Barton Coliseum, Roosevelt & Dennison St. LOUISVILLE, KY (Sign language also), Coliseum, Kentucky Fair & Exposition Center. NASHVILLE, TN, Municipal Auditorium, 417 4th Ave. PHILADELPHIA, PA, Veterans Stadium, S. Broad & Pattison Ave. PROVIDENCE, RI (Sign language also), Civic Center, One LaSalle Sq. RENO, NV, Centennial Coliseum, 4590 S. Virginia St. ST. PETERSBURG, FL, Bayfront Center, 400 1st St. S. SAN FRANCISCO, CA, Cow Palace, Geneva Ave. SOUTH BEND, IN (Spanish only), N.D.U. Athletic Center, Juniper Rd. TACOMA, WA (Sign language and Spanish also), Tacoma Dome, 2727 E. “D” St. TUCSON, AZ (Sign language also), Community Center, 260 S. Church St.
July 14-17: BILOXI, MS, Mississippi Coast Coliseum, 3800 W. Beach Blvd. CICERO, IL, Sportsman’s Park Race Track, 3301 S. Laramie. CROWNSVILLE, MD (Korean only), Jehovah’s Witnesses Assembly Hall, Sunrise Beach Rd. DENVER, CO (Sign language also), McNichols Sports Arena, 1635 Clay St. EL PASO, TX (Spanish only), Special Events Center, Baltimore at Mesa. FT. LAUDERDALE, FL (French only), Jehovah’s Witnesses Assembly Hall, 20850 Griffin Rd. FRESNO, CA, Convention Center, 700 “M” St. HAMPTON, VA, Coliseum, 1000 Coliseum Dr. HIALEAH, FL (Spanish only), Hialeah Park Race Track, E. 32nd St. at E. 2nd Ave. HOUSTON, TX (Spanish only), Astrodome, Loop 610 at Kirby Dr. JERSEY CITY, NJ (French only), Jehovah’s Witnesses Assembly Hall, 2932 Kennedy Blvd. LINCOLN, NE (Sign language also), Devaney Sports Center, 16th & Military. LOS ANGELES, CA (Sign language also), Dodger Stadium, 1000 Elysian Park Ave. LOS ANGELES, CA (Japanese only), Jehovah’s Witnesses Assembly Hall, 4310 Degnan Blvd. LOS ANGELES, CA (Korean only), Jehovah’s Witnesses Assembly Hall, 20600 Ventura Blvd., Woodland Hills. PROVIDENCE, RI, Civic Center, One LaSalle Sq. RENO, NV, Centennial Coliseum, 4590 S. Virginia. ROANOKE, VA, Civic Center, 710 Williamson Rd. N.E. ST. PETERSBURG, FL, Bayfront Center, 400 1st St. S. SAN FRANCISCO, CA (Chinese also), Cow Palace, Geneva Ave. TUCSON, AZ, Community Center, 260 S. Church St.
July 21-24: EL PASO, TX (Spanish only), Special Events Center, Baltimore at Mesa. FRESNO, CA (Spanish only), Convention Center, 700 “M” St. HIALEAH, FL (Spanish only), Hialeah Park Race Track, E. 32nd St. at E. 2nd Ave. LOS ANGELES, CA (Spanish only), Dodger Stadium, 1000 Elysian Park Ave. NEW YORK, NY (Spanish only), Yankee Stadium, 157th St. & River Ave. SAN FRANCISCO, CA (Spanish only), Cow Palace, Geneva Ave.
Britain
June 23-26: JERSEY, C.I., The Gloucester Hall, Fort Regent. PLYMOUTH, Plymouth Argyle Football Club, Home Park. SOUTHAMPTON, Southampton Football Club, The Dell, Milton Road.
June 30–July 3: NOTTINGHAM, Nottingham Forest Football Club, City Ground. STOKE, Stoke City Football Club, Victoria Ground, Stoke-on-Trent.
July 7-10: EDINBURGH, Rugby Union Ground, Murrayfield. MANCHESTER, Manchester City Football Club, Maine Road, Moss Side. July 14-17: COVENTRY, Coventry City Football Club, King Richard Street. LEEDS, Leeds United Football Club, Elland Road. NORWICH, Norwich City Football Club, Carrow Road.
July 21-24: CARDIFF, Welsh National Rugby Ground, Cardiff Arms Park. CRYSTAL PALACE, National Sports Centre, Norwood. LONDON (Greek and Spanish sessions also), Rugby Union Ground, Whitton Road, Twickenham.
Ireland
July 14-17: NAVAN, Navan Exhibition Centre, Trim Road.
July 21-24: NAVAN, Navan Exhibition Centre, Trim Road.
Canada
July 7-10: EDMONTON, ALTA. (Sign language also; Ukrainian, French, and Spanish sessions also), Edmonton Northlands Coliseum, 75th St. & 118th Ave. HAMILTON, ONT. (Sign language also), Copps Coliseum, 101 York Blvd. MONTREAL, QUE. (French, French and English sign language; Arabic sessions also), Olympic Stadium, Pie IX Blvd. & Sherbrooke St. MONTREAL, QUE. (Italian only), Velodrome, Olympic Park, Pie IX Blvd. & Sherbrooke St. MONTREAL, QUE. (Spanish only), Arena Maurice-Richard, 2800 Viau St. MONTREAL, QUE. (Greek and Portuguese only), Centre Pierre Charbonneau, 300 Viau St. SASKATOON, SASK. (Sign language also; Ukrainian/Polish sessions also), Saskatchewan Place, 3515 Thatcher Ave. VANCOUVER, B.C. (Sign language also; Portuguese sessions also), B.C. Place Stadium, 777 Pacific Blvd. S.
July 14-17: HALIFAX, N.S. (Sign language also), Atlantic Winter Fair Exhibition Park, Rte. 333 (Peggy’s Cove Rd.), Prospect Road. HAMILTON, ONT. (Sign language also; Hungarian sessions also), Copps Coliseum, 101 York Blvd.
July 21-24: HAMILTON, ONT. (Sign language also; Korean and Ukrainian/Polish sessions also), Copps Coliseum, 101 York Blvd. ST. JOHN’S, NFLD. (Sign language also), Memorial Stadium, Lake Ave.