RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 32
  • Tsigira Jehovha!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tsigira Jehovha!
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Tsigira Jehovha!
    Imbirai Jehovha
  • Tsigira Jehovha!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Ndinoda Kutungamirirwa naMwari
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Ndinofarira Kuita Kuda Kwenyu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 32

RWIYO 32

Tsigira Jehovha!

Rakaprindwa

(Eksodho 32:26)

  1. 1.Taiva takavhiringidzika,

    Tichinwa padzidziso dzenhema.

    Takafara kwazvo patakanzwa

    ZveUmambo hwaMwari.

    (KORASI)

    Tsigira Jehovha; Umudisise.

    Haambokusiyi; Famba m’chiedza.

    Zivisa mashoko nezverugare.

    Kutonga kwaKristu kuchawedzera.

  2. 2.Tinomira kudivi raMwari

    Tichiparidza Umambo kwese.

    Yasvika nguva yekusarudza

    Kutsigira Jehovha.

    (KORASI)

    Tsigira Jehovha; Umudisise.

    Haambokusiyi; Famba m’chiedza.

    Zivisa mashoko nezverugare.

    Kutonga kwaKristu kuchawedzera.

  3. 3.Hatityi zvingaita Satani,

    Mwari wedu achatinunura.

    Nyange vachitipfu’ra kuwanda,

    Mwari isimba redu.

    (KORASI)

    Tsigira Jehovha; Umudisise.

    Haambokusiyi; Famba m’chiedza.

    Zivisa mashoko nezverugare.

    Kutonga kwaKristu kuchawedzera.

(Onawo Pis. 94:14; Zvir. 3:5, 6; VaH. 13:5.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe